RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 32:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 32 Anofara munhu anoregererwa kudarika kwake, ane chivi chinofukidzwa.*+

  • Pisarema 51:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 51 Ndinzwirei nyasha, haiwa Mwari, maererano nerudo rwenyu rusingachinji.+

      Dzimai zvitadzo zvangu maererano nekuwanda kwetsitsi dzenyu.+

  • Pisarema 103:2, 3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Regai ndirumbidze* Jehovha;

      Ngandirege kukanganwa zvese zvaakaita.+

       3 Anoregerera zvitadzo zvako zvese+

      Uye anoporesa zvirwere zvako zvese;+

  • Isaya 1:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 “Chiuyai zvino, tiruramise zvinhu,” anodaro Jehovha.+

      “Kunyange zvazvo zvivi zvenyu zvakatsvuka kuti piriviri,

      Zvichacheneswa sechando;+

      Kunyange zvazvo zvakatsvuka semucheka mutsvuku,

      Zvichaita semvere dzemakwai.

  • Isaya 43:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Ini ndini iye ari kudzima kudarika kwako*+ ndichiitira zita rangu,+

      Uye handizoyeuki zvivi zvako.+

  • Isaya 44:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Ndichavhara kudarika kwako sekunge negore+

      Nezvivi zvako sekunge negore dema.

      Dzoka kwandiri, nekuti ndichakudzikinura.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe