1 VaKorinde 6:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Kana kuti hamuzivi here kuti vatsvene vachatonga nyika?+ Uye kana nyika ichizotongwa nemi, hamuna kukodzera kutonga tunyaya tudiki here? Zvakazarurwa 2:26, 27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Uya anokunda uye anoita mabasa angu kusvikira pamugumo, ndichamupa simba pamarudzi,+ 27 sekupiwa kwandakaitwa simba naBaba vangu uye achafudza marudzi netsvimbo yesimbi+ zvekuti achaputswa-putswa semidziyo yevhu. Zvakazarurwa 3:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Ndichaita kuti anokunda+ agare neni pachigaro changu cheumambo,+ sezvandakaita pandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo cheumambo. Zvakazarurwa 20:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Munhu wese anomuka pakumuka kwekutanga+ anofara uye mutsvene; rufu rwechipiri+ haruna simba pana ivava,+ asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho 1 000.+
2 Kana kuti hamuzivi here kuti vatsvene vachatonga nyika?+ Uye kana nyika ichizotongwa nemi, hamuna kukodzera kutonga tunyaya tudiki here?
26 Uya anokunda uye anoita mabasa angu kusvikira pamugumo, ndichamupa simba pamarudzi,+ 27 sekupiwa kwandakaitwa simba naBaba vangu uye achafudza marudzi netsvimbo yesimbi+ zvekuti achaputswa-putswa semidziyo yevhu.
21 Ndichaita kuti anokunda+ agare neni pachigaro changu cheumambo,+ sezvandakaita pandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo cheumambo.
6 Munhu wese anomuka pakumuka kwekutanga+ anofara uye mutsvene; rufu rwechipiri+ haruna simba pana ivava,+ asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho 1 000.+