RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 8:34
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 34 Ndiani achavawanira mhosva? Kristu Jesu ndiye akafa, uye kupfuura izvozvo, ndiye akatomutswa kuvakafa, ndiye ari kuruoko rwerudyi rwaMwari+ uye ndiyewo anoteterera achitimiririra.+

  • VaFiripi 2:9-11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Nechikonzero ichi, Mwari akamukwidziridza pachinzvimbo chepamusoro,+ akamuratidza mutsa nekumupa zita rinopfuura mamwe mazita ese,+ 10 kuti muzita raJesu mabvi ese apfugame, evaya vari kudenga nevaya vari panyika nevaya vari pasi pevhu,+ 11 uye kuti rurimi rwese rubvume pachena kuti Jesu Kristu ndiShe+ kuti Mwari Baba vakudzwe.

  • 1 Petro 3:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Iye akaenda kudenga uye iye zvino ari kuruoko rwerudyi rwaMwari,+ uye ngirozi nevanokudzwa nemasimba zvakaiswa pasi pake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe