RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 28:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Jesu akaswedera pedyo navo akati kwavari: “Ndakapiwa masimba ese kudenga nepanyika.+

  • 1 VaKorinde 15:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Nekuti anofanira kutonga samambo kusvikira Mwari aisa vavengi vese pasi petsoka dzake.+

  • VaEfeso 1:20, 21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 raakashandisa pana Kristu achimumutsa kuvakafa, akamugarisa kuruoko rwake rwerudyi+ munzvimbo dzekudenga, 21 kumusorosoro kwehurumende dzese, nevanhu vane chiremera, nemasimba, neushe uye nemazita ese anodanwa,+ kwete mumamiriro ano ezvinhu* chete, asiwo mune achauya.

  • VaFiripi 2:9, 10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Nechikonzero ichi, Mwari akamukwidziridza pachinzvimbo chepamusoro,+ akamuratidza mutsa nekumupa zita rinopfuura mamwe mazita ese,+ 10 kuti muzita raJesu mabvi ese apfugame, evaya vari kudenga nevaya vari panyika nevaya vari pasi pevhu,+

  • VaHebheru 1:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Asi paanounzazve Dangwe rake+ panyika, anoti: “Ngirozi dzese dzaMwari ngadzimupfugamire.”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe