RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mabasa 20:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Zvichengetedzei imi,+ pamwe neboka rese remakwai ramakagadzwa pakati paro nemweya mutsvene kuti muve vatariri varo,+ kuti mufudze ungano yaMwari,+ yaakatenga neropa reMwanakomana wake.+

  • VaRoma 3:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Mwari akamupa sechibayiro kuti vanhu vayanane naye*+ kuburikidza nekutenda muropa rake.+ Izvi akazviitira kuti aratidze kururama kwake, nekuti Mwari, nemwoyo murefu wake, akaregerera zvivi zvakaitika kare.

  • Zvakazarurwa 5:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Vanoimba rwiyo rutsva,+ vachiti: “Makakodzera kutora gwaro nekubvisa zvisimbiso zvaro, nekuti makaurayiwa uye neropa renyu makatengera Mwari vanhu+ vemadzinza ese nemitauro nemarudzi,+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe