VaHebheru 9:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Kana zvakadaro, ropa raKristu,+ uyo akazvipa kuna Mwari kuburikidza nemweya usingaperi asina kana pakakanganisika, ringatadza here kuchenesa hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+ 1 Petro 1:18, 19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Nekuti munoziva kuti hamuna kusunungurwa*+ nezvinhu zvinoora, nesirivha kana goridhe, pamararamiro enyu asingabatsiri akabva kumadzitateguru enyu. 19 Asi neropa rinokosha raKristu,+ rakaita seregwayana rakanaka+ uye risina kana pakaipa.+ 1 Johani 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Zvisinei, sezvo iye ari muchiedza, kana tichifamba muchiedza tiri kuwadzana pamwe chete, uye ropa raJesu Mwanakomana wake rinotichenesa pazvivi zvese.+
14 Kana zvakadaro, ropa raKristu,+ uyo akazvipa kuna Mwari kuburikidza nemweya usingaperi asina kana pakakanganisika, ringatadza here kuchenesa hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+
18 Nekuti munoziva kuti hamuna kusunungurwa*+ nezvinhu zvinoora, nesirivha kana goridhe, pamararamiro enyu asingabatsiri akabva kumadzitateguru enyu. 19 Asi neropa rinokosha raKristu,+ rakaita seregwayana rakanaka+ uye risina kana pakaipa.+
7 Zvisinei, sezvo iye ari muchiedza, kana tichifamba muchiedza tiri kuwadzana pamwe chete, uye ropa raJesu Mwanakomana wake rinotichenesa pazvivi zvese.+