RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 29:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Haiwa Jehovha, ukuru+ nesimba+ nerunako nekubwinya nekukudzwa+ ndezvenyu, nekuti zvinhu zvese zviri kudenga nepanyika ndezvenyu.+ Haiwa Jehovha, umambo ndehwenyu.+ Ndimi muri kuzviita kuti muve mukuru pane zvese.

  • Pisarema 22:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Nekuti umambo ndehwaJehovha;+

      Anotonga marudzi.

  • Dhanieri 4:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Izvi zvarayirwa nevarindi,+ uye chikumbiro chacho chaitwa nevatsvene, kuti vanhu vazive kuti Wekumusorosoro ndiye Mutongi muumambo hwese hwevanhu+ uye kuti anohupa waanoda, uye kuti anogadza pahuri kunyange munhu akaderera kupfuura vese.”

  • Dhanieri 4:34
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 34 “Pakapera nguva yacho,+ ini Nebhukadhinezari ndakatarisa mudenga, pfungwa dzangu dzikatanga kushanda zvakanaka; uye ndakarumbidza Wekumusorosoro. Ndakarumbidza ndikakudza iye anorarama nekusingaperi, nekuti ushe hwake ushe husingagumi uye umambo hwake hunoramba huripo kwezvizvarwa nezvizvarwa.+

  • Zvakazarurwa 12:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Ndakanzwa inzwi guru kudenga richiti:

      “Ruponeso+ nesimba neUmambo hwaMwari wedu+ nesimba raKristu wake zvazouya, nekuti anopomera hama dzedu akandwa pasi, iye anodzipomera siku nesikati pamberi paMwari wedu!+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe