Pisarema 145:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Umambo hwenyu umambo hunogara nekusingagumi,Uye kutonga kwenyu kunogara kuripo kwezvizvarwa nezvizvarwa.+ Dhanieri 2:44 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 44 “Mumazuva emadzimambo iwayo, Mwari wekudenga achaita kuti pave neumambo+ husingazomboparadzwi.+ Umambo hwacho hahuzosiyirwi vamwe vanhu.+ Huchapwanya, hwogumisa umambo hwese uhwu,+ uye ndihwo hwega hucharamba huripo nekusingaperi.+
13 Umambo hwenyu umambo hunogara nekusingagumi,Uye kutonga kwenyu kunogara kuripo kwezvizvarwa nezvizvarwa.+
44 “Mumazuva emadzimambo iwayo, Mwari wekudenga achaita kuti pave neumambo+ husingazomboparadzwi.+ Umambo hwacho hahuzosiyirwi vamwe vanhu.+ Huchapwanya, hwogumisa umambo hwese uhwu,+ uye ndihwo hwega hucharamba huripo nekusingaperi.+