RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 22
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Abrahamu anoudzwa kuti abayire Isaka (1-19)

        • Mwana waAbrahamu achaita kuti vanhu vakomborerwe (15-18)

      • Mhuri yaRibheka (20-24)

Genesisi 22:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 11:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nguva Yako Yemberi Ichava Yakaita Sei?

    w98 4/15 p. 6

    Abrahama—Muenzaniso Wavose Vanotsvaka Ushamwari hwaMwari

    w89 7/1 pp. 21-22

Genesisi 22:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 3:16
  • +Ge 17:19; Jos 24:3; VaR 9:7
  • +2Mak 3:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nei Mwari Akakumbira Abrahamu Kuti Ape Mwanakomana Wake Sechibayiro?

    w12 1/1 p. 23

    Muenzaniso Mukuru Worudo rwaMwari

    w09 2/1 p. 18 ndim. 2

    ‘Haiwa Jehovha, Ndiedzei’

    w07 8/15 p. 13

    Abrahama—Muenzaniso Wavose Vanotsvaka Ushamwari hwaMwari

    w89 7/1 pp. 21-22

Genesisi 22:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Muenzaniso Mukuru Worudo rwaMwari

    w09 2/1 p. 18 ndim. 3

Genesisi 22:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Akamuti “Shamwari Yangu”

    w16.02 p. 11 ndim. 13

    Muenzaniso Mukuru Worudo rwaMwari

    w09 2/1 p. 18 ndim. 4

Genesisi 22:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Waizviziva Here?

    w17.01 p. 32

Genesisi 22:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 1:29; 1Pe 1:18, 19

Genesisi 22:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 10:17, 18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Abrahama—Muenzaniso Wavose Vanotsvaka Ushamwari hwaMwari

    w89 7/1 p. 22 ndim. 18

Genesisi 22:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 11:17

Genesisi 22:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 11:17-19; Jak 2:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Muenzaniso Mukuru Worudo rwaMwari

    w09 2/1 p. 18 ndim. 5

    Nguva Yako Yemberi Ichava Yakaita Sei?

    w98 4/15 p. 6

Genesisi 22:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Jehovha Achapa; Jehovha Achaona Zvekuita.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 22:2; 2Mak 3:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Ane Mazita Mangani?

    ijwbq nyaya 125

Genesisi 22:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 6:13, 14
  • +Joh 3:16; VaR 8:32; VaH 11:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Teerera Mwari Ubatsirwe Nezvaakavimbisa

    w12 10/15 pp. 23-24 ndim. 6-7

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si pp. 13-19

Genesisi 22:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

  • *

    Kana kuti “maguta evavengi vake ave ake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 13:14, 16; 15:1, 5; Mab 3:25
  • +Pis 2:8; Dha 2:44

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Akateerera Kunyange Pazvakanga Zvakamuomera

    wcg chits. 5

    Vanonzi Vakakodzera Kupiwa Umambo

    w08 1/15 p. 21 ndim. 6

    Zvinhu Zvakasikwa Zvinozivisa Mbiri yaMwari!

    w04 6/1 p. 11

    “Pfuma Zhinji Yamakungwa”

    w04 9/15 p. 9

    Iva Nokutenda Mushoko raMwari Rouprofita!

    w00 5/15 pp. 15-16 ndim. 4-5

    Jehovha ndiMwari Wesungano

    w98 2/1 pp. 9-13 ndim. 6-19

    Zvikomborero Zvikuru Kupfurikidza Nesungano Itsva

    w98 2/1 p. 17 ndim. 19

Genesisi 22:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:15; VaR 9:7; VaG 3:16
  • +VaG 3:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unogona Kuwana Makomborero Anobva kuMusiki

    wp20 nha. 3 pp. 14-15

    “Toonana muParadhiso!”

    w18.12 p. 4 ndim. 7-8

    Bhaibheri Ibhuku Rine Uprofita Hwechokwadi, Chikamu 1

    g12.07 p. 25

    Vamwe Vachatonga, Uye Vakawanda Vachabatsirwa

    w09 4/1 p. 12

    Upenyu Husingaperi Pasi Pano—Tariro Inobva Kuna Mwari

    w09 8/15 p. 4 ndim. 6-7

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 23

    Iva Nokutenda Mushoko raMwari Rouprofita!

    w00 5/15 pp. 15-16 ndim. 4-5

    Nhaka Yedu Inokosha—Inorevei Kwauri?

    w00 9/1 p. 20 ndim. 6

    Jehovha ndiMwari Wesungano

    w98 2/1 pp. 9-13 ndim. 6-19

    Zvikomborero Zvikuru Kupfurikidza Nesungano Itsva

    w98 2/1 pp. 14-15

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si p. 18

    Batira Jehovha Nomwoyo Unofara

    w95 1/15 p. 18 ndim. 9-10

    Zvapupu zvechiKristu Zvine Ugari Hwekudenga

    w95 7/1 p. 11 ndim. 7

    Vimba naJehovha Kuti Azadzike Donzo Rake

    w94 3/15 p. 18 ndim. 12

    Mugari Wemo Kana Kuti Wokumwe, Mwari Anokugamuchira!

    w92 4/15 pp. 7-8

Genesisi 22:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 21:31

Genesisi 22:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:26, 29

Genesisi 22:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 25:20

Genesisi 22:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 24:15; VaR 9:10

Genesisi 22:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 22:1VaH 11:17
Gen. 22:2Joh 3:16
Gen. 22:2Ge 17:19; Jos 24:3; VaR 9:7
Gen. 22:22Mak 3:1
Gen. 22:8Joh 1:29; 1Pe 1:18, 19
Gen. 22:9Joh 10:17, 18
Gen. 22:10VaH 11:17
Gen. 22:12VaH 11:17-19; Jak 2:21
Gen. 22:14Ge 22:2; 2Mak 3:1
Gen. 22:16VaH 6:13, 14
Gen. 22:16Joh 3:16; VaR 8:32; VaH 11:17
Gen. 22:17Ge 13:14, 16; 15:1, 5; Mab 3:25
Gen. 22:17Pis 2:8; Dha 2:44
Gen. 22:18Ge 3:15; VaR 9:7; VaG 3:16
Gen. 22:18VaG 3:8
Gen. 22:19Ge 21:31
Gen. 22:20Ge 11:26, 29
Gen. 22:22Ge 25:20
Gen. 22:23Ge 24:15; VaR 9:10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 22:1-24

Genesisi

22 Izvi zvaitika, Mwari wechokwadi akaedza Abrahamu,+ uye akati kwaari: “Abrahamu!” iye akadavira achiti: “Ndiri pano!” 2 Akabva ati: “Ndinokumbirawo kuti utore mwanakomana wako,+ mwanakomana wako mumwe chete waunoda kwazvo, Isaka,+ uende kunyika yeMoriya,+ umupe sechibayiro chinopiswa ikoko pane rimwe gomo randichakusarudzira.”

3 Saka Abrahamu akafumomuka, akasungirira chigaro padhongi rake, akatora varanda vake vaviri pamwe naIsaka mwanakomana wake. Akatsemura huni dzechibayiro chinopiswa, uye akabva asimuka ndokuenda kunzvimbo yaakanzi aende naMwari wechokwadi. 4 Pazuva rechitatu, Abrahamu akatarisa akaona nzvimbo yacho achiri kure. 5 Abrahamu akabva ati kuvaranda vake: “Sarai pano nedhongi, uye ini nemukomana tichaenda nechekoko tinonamata, tozodzoka.”

6 Saka Abrahamu akatora huni dzechibayiro chinopiswa akadzitakudza Isaka mwanakomana wake. Akabva atora moto nebanga, uye vaviri vacho vakafamba pamwe chete. 7 Isaka akabva ati kuna baba vake Abrahamu: “Baba!” Ivo vakati: “Watii mwanangu?” Achibva ati: “Moto nehuni zviripo, asi gwai racho rechibayiro chinopiswa riri kupi?” 8 Abrahamu akati: “Mwari pachake achatipa gwai rechibayiro chinopiswa+ mwanangu.” Uye vakaramba vachifamba pamwe chete.

9 Vakazosvika panzvimbo yaakanga audzwa naMwari wechokwadi, uye Abrahamu akavaka atari ipapo, akaronga huni pamusoro payo.+ Akasunga mwanakomana wake Isaka maoko nemakumbo, akamuisa paatari pamusoro pehuni. 10 Abrahamu akabva atambanudza ruoko rwake akatora banga kuti auraye mwanakomana wake.+ 11 Asi ngirozi yaJehovha yakashevedzera kwaari iri kudenga ichiti: “Abrahamu, Abrahamu!” iye akapindura kuti: “Ndiri pano!” 12 Yakabva yati: “Usauraya mukomana uye usatomboita kana chii zvacho kwaari, nekuti iye zvino ndava kuziva kuti unotya Mwari nekuti hauna kundinyima mwanakomana wako, iye mumwe chete.”+ 13 Abrahamu akabva atarisa nechekumberi kwake akaona gondohwe rakanga rakabatwa nyanga dzaro mugwenzi. Saka Abrahamu akaenda akatora gondohwe racho akaripa sechibayiro chinopiswa panzvimbo pemwanakomana wake. 14 Abrahamu akatumidza nzvimbo iyoyo kuti Jehovha-jire.* Ndokusaka nanhasi zvichiri kunzi: “Mugomo raJehovha achapa zvinenge zvichidiwa.”+

15 Ngirozi yaJehovha yakashevedzera kuna Abrahamu kechipiri iri kudenga, 16 ikati: “‘Ndinopika neni pachangu,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,+ ‘nekuti waita izvi uye hauna kundinyima mwanakomana wako, iye mumwe chete,+ 17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vawande senyeredzi dzekudenga uye sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa,+ uye mwana* wako achaita kuti gedhi revavengi vake rive rake.*+ 18 Uye marudzi ese epanyika achazviwanira chikomborero nekumwana*+ wako nekuti wateerera inzwi rangu.’”+

19 Pashure paizvozvo Abrahamu akadzokera kuvaranda vake, uye vakasimuka, vakadzokera pamwe chete kuBheeri-shebha;+ uye Abrahamu akaramba achigara kuBheeri-shebha.

20 Abrahamu akazoudzwa kuti: “Nahori mukoma wako+ akaberekawo vanakomana nemudzimai wake Mirika: 21 Dangwe rake ndiUzi, kwozotevera Bhuzi, Kemueri baba vaAramu, 22 Kesedhi, Hazo, Piridhashi, Jidrafu, naBhetueri.”+ 23 Bhetueri akabereka Ribheka.+ Nahori mukoma waAbrahamu akabereka ava 8 nemudzimai wake Mirika. 24 Murongo* wake uyo ainzi Reuma, akaberekawo vanakomana vanoti: Tebha, Gahamu, Tahashi, naMaaka.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe