RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Timoti 5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Timoti

      • Kubata zvakanaka vakuru nevadiki (1, 2)

      • Kubatsira chirikadzi (3-16)

        • Kuriritira mhuri (8)

      • Kudzai vakuru vanoshanda nesimba (17-25)

        • ‘Waini shomanana nekuda kwemudumbu mako’ (23)

1 Timoti 5:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Usatonga Nezvinooneka Kunze

    w18.08 p. 11 ndim. 13

1 Timoti 5:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ona Vakadzi Vakuru Savanaamai, Vakadzi Vadiki Sehanzvadzi

    mwb21.07 p. 11

    Kudzai Vanhu Vamarudzi Ose

    w91 2/1 p. 23 ndim. 14

1 Timoti 5:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “Kudza.”

  • *

    Kana kuti “dzinonyatsoda rubatsiro”; kureva, dzisina anodzichengeta.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 5:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kubatsira Chirikadzi Mumiedzo Yadzo

    w01 5/1 p. 6

1 Timoti 5:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 5:8
  • +Mt 15:4; VaE 6:2
  • +Jak 1:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ratidza Kuti Unoremekedza Vamwe

    w25.09 p. 15 ndim. 8

    Bhaibheri Rinotii Nezvekuchengeta Vabereki Vakwegura?

    ijwbq nyaya 164

    Zvinorevei ‘Kukudza Baba Naamai Vako’?

    ijwbq nyaya 130 ndim. 5

    Mwari Ane Hanya Nevakwegura

    w06 6/1 p. 6

    Kubatsira Chirikadzi Mumiedzo Yadzo

    w01 5/1 pp. 5-6

    Kukura Pamwe Chete Murudo

    jv chits. 19

    Mibayiro Yokukudza Vabereki Vakwegura

    w97 9/1 p. 4

    Munogona Kukurira Zvinetso Zvinoparadza Mhuri

    fy chits. 12 ndim. 21

    Kukudza Vabereki Vedu Vakwegura

    fy chits. 15 ndim. 2

    Kuratidza Rudo rwechiKristu Kuvakweguru

    w94 8/1 p. 28

    Govera Kutsungiriro Yako Kuzvipira Kwoumwari

    w93 9/15 p. 17

    Tevera Muenzaniso waJesu Wokuzvipira Kwoumwari

    w90 3/1 pp. 20-21 ndim. 11-12

1 Timoti 5:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 7:34
  • +Ru 2:36, 37

1 Timoti 5:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 15:4-6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hama Dzechidiki​—⁠Ivai Neushamwari Hwakasimba naJehovha

    w23.12 p. 27 ndim. 13

    Mungaita Sei Kuti Mhuri Yenyu Ifare?—Chikamu 1

    lff chidzidzo 49 pfungwa 1

    Shanda naJehovha Zuva Nezuva

    w18.08 p. 24 ndim. 3

    Wanano Chipo Chinobva Kuna Mwari

    lvs chits. 10 ndim. 14

    Zvinorevei ‘Kukudza Baba Naamai Vako’?

    ijwbq nyaya 130 ndim. 5

    Iva Akashinga Kwazvo​—Jehovha Ndiye Mubatsiri Wako!

    w14 4/15 pp. 24-25

    Kuroorana Chipo Chinobva Kuna Mwari Ane Rudo

    lv chits. 10 ndim. 14

    Tevedzera Muenzaniso waJesu Wokurinda

    w12 2/15 p. 7 ndim. 15-16

    Mhuri dzechiKristu—‘Rambai Makamuka’

    w11 5/15 p. 7 ndim. 3

    Usaparadzanisa Zvasungwa Pamwe Chete Pajoko naMwari

    w07 5/1 pp. 20-21

    Vabereki, Goverai Zvinodiwa Nemhuri Yenyu

    w05 6/15 pp. 18-20

    Kukura Pamwe Chete Murudo

    jv chits. 19

    Kutakura Mutoro Wokutarisira Mhuri

    w98 6/1 pp. 20-21

    “Kufunga Zvakanaka” Sezvo Mugumo Unoswedera Pedyo

    w97 8/15 pp. 19-20 ndim. 8-11

    Mibayiro Yokukudza Vabereki Vakwegura

    w97 9/1 pp. 4-5

    ‘Kugovera Vemhuri Yako’ Kunangana Nedenho Yacho Munyika Dziri Kubudirira

    w96 10/1 pp. 29-31

    Baba Uye Mukuru—Kuita Mabasa Acho Ose Ari Maviri

    w96 10/15 pp. 22-23 ndim. 10-12

    Kana Roorano Yava Kudokupunzika

    fy chits. 13 ndim. 18

    Kuvaka Mhuri Inokudza Mwari

    kl chits. 15

    Kutarisira Vakwegura—Denho Netuso

    w93 2/15 p. 23

    Kuronga Mhuri Murangariro wechiKristu

    g93 3/8 p. 29

    Dzidzo Ine Donzo

    w92 11/1 p. 18 ndim. 8

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w88 2/15 p. 31

    Kuita Zvinodikanwa Zvavakura Vedu—Denho yechiKristu

    w88 7/15 p. 21

    Vana ‘Vanochengeteswa’—Muitiro Wacho Ndowouchenjeri Here?

    w88 9/1 p. 30

1 Timoti 5:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w07 4/1 p. 31

    Mwari Ane Hanya Nevakwegura

    w06 6/1 pp. 6-7

    Vakakuita Nokuda Kworudo

    w95 10/15 p. 32

1 Timoti 5:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 9:39
  • +1Ti 2:15
  • +VaH 13:2; 1Pe 4:9
  • +Joh 13:5, 14
  • +1Ti 5:16; Jak 1:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Ane Hanya Nevakwegura

    w06 6/1 pp. 6-7

    Kukura Pamwe Chete Murudo

    jv chits. 19

    Vakakuita Nokuda Kworudo

    w95 10/15 p. 32

1 Timoti 5:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “dzasiya zvadzakambovimbisa.”

1 Timoti 5:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaT 3:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Ari Kutinyevera Zvakajeka—Uchateerera Here?

    w11 7/15 p. 18 ndim. 14-15

    Uri Kutevedzera Jehovha Here Pakuva Nehanya Nevamwe?

    w07 6/15 p. 20

    Dzivisa Guhwa!

    w89 10/15 p. 11 ndim. 5-6

    Kuparadzwa Kunogona Kuitwa Guhwa

    w89 10/15 p. 20

1 Timoti 5:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 7:8, 9
  • +1Ti 2:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuparadzwa Kunogona Kuitwa Guhwa

    w89 10/15 p. 20

1 Timoti 5:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Ari Kutinyevera Zvakajeka—Uchateerera Here?

    w11 7/15 pp. 18-19

1 Timoti 5:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “dzinonyatsoda rubatsiro”; kureva, dzisina anodzichengeta.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 15:11; 1Ti 5:5; Jak 1:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuratidza Rudo rwechiKristu Kuvakweguru

    w94 8/1 p. 28

1 Timoti 5:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 5:2, 3
  • +Mab 28:10; VaH 13:17
  • +1VaT 5:12; VaH 13:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutsigira Nokuvimbika Shoko raMwari Rakafuridzirwa

    w97 10/1 p. 20 ndim. 14

    Kudzai Vanhu Vamarudzi Ose

    w91 2/1 p. 23 ndim. 15-16

    Teererai Avo Vanotungamirira

    w89 9/15 p. 22 ndim. 10-11

1 Timoti 5:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “wemukono wemombe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 25:4; 1VaK 9:7, 9
  • +Re 19:13; Mt 10:9, 10; Ru 10:7; VaG 6:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Teererai Avo Vanotungamirira

    w89 9/15 p. 22 ndim. 10-11

1 Timoti 5:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 19:15; Mt 18:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vakuru—Batai Boka raMwari Nounyoro!

    w89 9/15 p. 18 ndim. 13

1 Timoti 5:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “vatye.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Tit 1:7, 9, 13; Zva 3:19
  • +1VaK 15:34; 1Jo 3:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuratidza Rudo Uye Kunzwira Tsitsi Vatadzi

    w24.08 pp. 23-24

    Kuita Kuti Ungano Irambe Iine Rugare Uye Yakachena

    od chits. 14 ndim. 23

    Kureurura

    rs p. 143 ndim. 2

1 Timoti 5:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:15; Jak 3:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w24.12 p. 30

1 Timoti 5:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti, usakurumidza kugadza munhu.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 6:5, 6; 14:23; 1Ti 3:2, 6; 4:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mwana Wangu Wandinoda, Akatendeka munaShe”

    w15 11/1 p. 15

1 Timoti 5:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    MuKristu Anofanira Kuona Sei Nyaya Yekunwa?

    lff chidzidzo 43 pfungwa 1

    “Mwana Wangu Wandinoda, Akatendeka munaShe”

    w15 11/1 p. 15

    Jehovha Achakutsigira

    w15 12/15 pp. 23-27

    Waizviziva Here?

    w12 8/1 p. 26

1 Timoti 5:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 7:11; VaH 4:13

1 Timoti 5:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:16
  • +1VaK 4:5

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Tim. 5:1Re 19:32
1 Tim. 5:31Ti 5:16
1 Tim. 5:41Ti 5:8
1 Tim. 5:4Mt 15:4; VaE 6:2
1 Tim. 5:4Jak 1:27
1 Tim. 5:51VaK 7:34
1 Tim. 5:5Ru 2:36, 37
1 Tim. 5:8Mt 15:4-6
1 Tim. 5:101Ti 5:16; Jak 1:27
1 Tim. 5:10Mab 9:39
1 Tim. 5:101Ti 2:15
1 Tim. 5:10VaH 13:2; 1Pe 4:9
1 Tim. 5:10Joh 13:5, 14
1 Tim. 5:132VaT 3:11
1 Tim. 5:141VaK 7:8, 9
1 Tim. 5:141Ti 2:15
1 Tim. 5:16Dhe 15:11; 1Ti 5:5; Jak 1:27
1 Tim. 5:171Pe 5:2, 3
1 Tim. 5:17Mab 28:10; VaH 13:17
1 Tim. 5:171VaT 5:12; VaH 13:7
1 Tim. 5:18Dhe 25:4; 1VaK 9:7, 9
1 Tim. 5:18Re 19:13; Mt 10:9, 10; Ru 10:7; VaG 6:6
1 Tim. 5:19Dhe 19:15; Mt 18:16
1 Tim. 5:20Tit 1:7, 9, 13; Zva 3:19
1 Tim. 5:201VaK 15:34; 1Jo 3:9
1 Tim. 5:21Re 19:15; Jak 3:17
1 Tim. 5:22Mab 6:5, 6; 14:23; 1Ti 3:2, 6; 4:14
1 Tim. 5:24Jos 7:11; VaH 4:13
1 Tim. 5:25Mt 5:16
1 Tim. 5:251VaK 4:5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Timoti 5:1-25

Tsamba Yekutanga Kuna Timoti

5 Usatsiura murume mukuru nehasha.+ Asi taura naye zvakanaka seuri kutaura nababa, uye taura nevarume vadiki sevanin’ina, 2 vakadzi vakuru savanaamai, vakadzi vadiki sehanzvadzi nekuchena kwese.

3 Batsira* chirikadzi kana dziri chirikadzi chaidzo.*+ 4 Asi kana chirikadzi iine vana kana vazukuru, ivava ngavatange kuratidza kuti vakazvipira kuna Mwari mumba mavo+ uye ngavachichengetawo vabereki vavo navanambuya vavo,+ nekuti izvi ndizvo zvinofadza Mwari.+ 5 Mukadzi anenge ari chirikadzi chaiyo uye akasiyiwa asina chaainacho, tariro yake iri muna Mwari+ uye anoramba achiteterera kuna Mwari, achinyengetera siku nesikati.+ 6 Asi uya anongoda zvekufadza nyama, akafa kunyange zvazvo ari mupenyu. 7 Saka ramba uchipa mirayiro iyi, kuti vasava nechavanopomerwa. 8 Chokwadi kana munhu asingachengeti vekwake, kunyanya nhengo dzeimba yake, anenge aramba kutenda uye akaipa kupfuura munhu asingatendi.+

9 Chirikadzi inofanira kunyorwa pasi kuti ibatsirwe kana isiri pasi pemakore 60, iri mudzimai aiva nemurume mumwe chete, 10 ichizivikanwa nemabasa akanaka,+ kana yakarera vana,+ kana yaigamuchira vaenzi zvakanaka,+ kana yaigeza tsoka dzevatsvene,+ kana yaibatsira vanotambura,+ kana yaizvipira kuita mabasa ese akanaka.

11 Asi usanyora chirikadzi diki kuti dzibatsirwe, nekuti kana chishuwo chadzo chebonde chava kudziparadzanisa naKristu, dzinobva dzada kuroorwa. 12 Uye dzinowana mutongo nekuti dzinenge dzasiya kutenda kwadzaiva nako pakutanga.* 13 Ipapo ndipo padzinotangawo kushaya zvekuita, dzichifamba dzichitevedza dzimba dzevamwe; kwete izvozvo chete, asi dzinenge dzava kuitawo makuhwa dzichipindira munyaya dzevamwe,+ dzichitaura zvinhu zvadzisingafaniri kutaura. 14 Saka chido changu ndechekuti chirikadzi dzechidiki dziroorwe,+ dzibereke vana,+ dziite mabasa epamba, kuti dzirege kupa munhu anopikisa mukana wekutsoropodza. 15 Ndingatoti vamwe vakatotsauswa kuti vatevere Satani. 16 Kana paine mukadzi anotenda, ane hama dzake chirikadzi, ngaadzibatsire kuitira kuti ungano isaremedzwe, ingobatsira chirikadzi chaidzo.*+

17 Vakuru vanotungamirira zvakanaka+ vanofanira kunzi vakakodzera kukudzwa zvakapetwa kaviri,+ kunyanya vaya vanoshanda nesimba pakutaura nepakudzidzisa.+ 18 Nekuti rugwaro runoti, “Usasunga muromo wenzombe* kana ichipura zviyo,”+ uyewo, “Mushandi akakodzera kuwana mubayiro wake.”+ 19 Usabvuma kana murume mukuru achipomerwa imwe nyaya, kunze kwekunge paine uchapupu hwezvapupu zviviri kana zvitatu.+ 20 Vaya vanoita chivi vatsiure+ pamberi pevanhu vese,+ kuti vamwe vese vasazozviita.* 21 Ndinokuudza zvakasimba pamberi paMwari naKristu Jesu nengirozi dzakasarudzwa, kuti uchengete mirayiro iyi usina divi rawakarerekera kana kuita rusarura.+

22 Usakurumidza kuisa maoko ako pamunhu;*+ uye usabatanidzwa muzvivi zvevamwe; ramba wakachena.

23 Usaramba uchingonwa mvura chete, asi inwa waini shomanana nekuda kwemudumbu mako uye kurwara-rwara kwaunogara uchiita.

24 Zvivi zvevamwe vanhu zvinobuda pachena, zvekuti vanobva vatotongwa, asi zvevamwe zvinozoonekwa pava paya.+ 25 Mabasa akanaka anobudawo pachena+ uye aya asingakurumidzi kubuda haagoni kuramba akavanzika.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe