RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Timoti 1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Timoti

      • Kwaziso (1, 2)

      • Kuyambirwa nezvevadzidzisi venhema (3-11)

      • Pauro anoratidzwa nyasha (12-16)

      • Mambo asingagumi (17)

      • ‘Irwa hondo yakanaka’ (18-20)

1 Timoti 1:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 1:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tariro Ine Simba Rinochengetedza

    w05 3/1 pp. 30-31

1 Timoti 1:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Uya Anokudza Mwari.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 16:1, 2; VaF 2:19, 20
  • +1VaK 4:17

1 Timoti 1:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 55—2 Timotio

    si p. 237 ndim. 3

1 Timoti 1:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 4:7; 2Ti 4:3, 4; Tit 1:13, 14
  • +1Ti 6:20; 2Ti 2:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Ari Kutinyevera Zvakajeka—Uchateerera Here?

    w11 7/15 pp. 17-18

    “Urambe Ngano”

    w94 4/1 p. 30

1 Timoti 1:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 13:8
  • +VaG 5:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hana Yako Inokutungamirira Zvakanaka Here?

    w15 9/15 p. 8 ndim. 3

1 Timoti 1:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 6:20; 2Ti 2:16-18

1 Timoti 1:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 3:1

1 Timoti 1:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 3:19

1 Timoti 1:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Upombwe.”

  • *

    ChiGir., “varume vanorara nevarume.”

  • *

    Kana kuti “inopa utano; inobatsira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Ti 1:13; Tit 1:7, 9

1 Timoti 1:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 2:7, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Wana Mufaro Mukuru Unobva Pakupa

    w24.09 p. 26 ndim. 3

    Mwari Ane Mazita Mangani?

    ijwbq nyaya 125

    Kufara Kunyange Mumatambudziko

    w09 12/15 pp. 16-17

    Kufara Kumirira Jehovha

    w07 3/1 p. 17

1 Timoti 1:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 9:15; 2VaK 3:5, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu Akafira Ini Pachangu Here?

    w19.07 p. 31

    Paridza Mashoko Akanaka Omutsa Usina Kukodzera Kuwanwa

    w16.07 p. 26 ndim. 2

    Teererai Avo Vanotungamirira

    w89 9/15 p. 23 ndim. 14

1 Timoti 1:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 8:3; 9:1, 2; VaG 1:13; VaF 3:5, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Ramba Uchizvidzora Pakuitirwa Zvakaipa’“

    w05 5/15 pp. 26-27

1 Timoti 1:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 5:32; 2VaK 5:19; 1Jo 2:1, 2
  • +Mab 9:1, 2; 1VaK 15:9

1 Timoti 1:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 6:40; 20:31

1 Timoti 1:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “asingaori.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 10:16; 90:2; Dha 6:26; Zva 15:3
  • +VaR 1:23
  • +VaK 1:15
  • +Isa 43:10; 1VaK 8:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Onai! Uyu Ndiye Mwari Wedu!”

    cl chits. 1 ndim. 15

1 Timoti 1:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Ti 2:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Kusimbisa Ungano’

    bt chits. 15

    “Chengetedza Zvinhu Zvakaiswa Mumaoko Ako”

    w20.09 pp. 28-30

    “Mwana Wangu Wandinoda, Akatendeka munaShe”

    w15 11/1 p. 14

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaTesaronika uye Timoti

    w08 9/15 p. 30 ndim. 11

    Timotio—“Mwana Wangu Chaiye Pakutenda”

    w99 9/15 p. 29

1 Timoti 1:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 1:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Famba Uchienda Kune Chiedza

    w07 10/15 pp. 12-15

    Kutsigirwa Netariro, Kukurudzirwa Norudo

    w99 7/15 pp. 15-18 ndim. 1-8

    ‘Asi Handidi Jehovha!’

    w89 7/15 p. 22

1 Timoti 1:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Ti 2:16-18
  • +1VaK 5:5, 11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Tim. 1:11Pe 1:3, 4
1 Tim. 1:2Mab 16:1, 2; VaF 2:19, 20
1 Tim. 1:21VaK 4:17
1 Tim. 1:41Ti 4:7; 2Ti 4:3, 4; Tit 1:13, 14
1 Tim. 1:41Ti 6:20; 2Ti 2:14
1 Tim. 1:5VaR 13:8
1 Tim. 1:5VaG 5:6
1 Tim. 1:61Ti 6:20; 2Ti 2:16-18
1 Tim. 1:7Jak 3:1
1 Tim. 1:9VaG 3:19
1 Tim. 1:102Ti 1:13; Tit 1:7, 9
1 Tim. 1:11VaG 2:7, 8
1 Tim. 1:12Mab 9:15; 2VaK 3:5, 6
1 Tim. 1:13Mab 8:3; 9:1, 2; VaG 1:13; VaF 3:5, 6
1 Tim. 1:15Ru 5:32; 2VaK 5:19; 1Jo 2:1, 2
1 Tim. 1:15Mab 9:1, 2; 1VaK 15:9
1 Tim. 1:16Joh 6:40; 20:31
1 Tim. 1:17Pis 10:16; 90:2; Dha 6:26; Zva 15:3
1 Tim. 1:17VaR 1:23
1 Tim. 1:17VaK 1:15
1 Tim. 1:17Isa 43:10; 1VaK 8:4
1 Tim. 1:182Ti 2:3
1 Tim. 1:191Ti 1:5
1 Tim. 1:202Ti 2:16-18
1 Tim. 1:201VaK 5:5, 11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Timoti 1:1-20

Tsamba Yekutanga Kuna Timoti

1 Pauro, muapostora waKristu Jesu akatumwa naMwari Muponesi wedu uye naKristu Jesu, tariro yedu,+ 2 kuna Timoti,*+ mwana chaiye+ mukutenda:

Nyasha nengoni nerugare zvinobva kuna Mwari Baba nekuna Kristu Jesu Ishe wedu ngazvive newe.

3 Pandakanga ndava kuenda kuMakedhoniya ndakambokukurudzira kuti urambe uri muEfeso uye izvi ndizvo zvandiri kukukurudzirazve kuti uite, ndichiitira kuti urayire vamwe varimo kuti varege kudzidzisa imwe dzidziso, 4 kana kuteerera ngano+ nenhoroondo dzemadzinza. Zvinhu zvakadaro hazvina zvazvinobatsira,+ asi kuti zvinoita kuti vanhu vataure zvavasina chokwadi nazvo uye hazvienderani nezvatakapiwa naMwari kuti zvisimbise kutenda kwedu. 5 Chinangwa chemurayiro uyu ndechekuti tinofanira kuva nerudo+ runobva pamwoyo wakachena nemuhana yakanaka nepakutenda+ kusina unyengeri. 6 Vamwe vakatsauka pakuita zvinhu izvi, vakatanga kubatikana nenyaya dzisina zvadzinobatsira.+ 7 Vanoda kuva vadzidzisi+ vemutemo, asi havanzwisisi zvinhu zvavanotaura kana zvinhu zvavanosimbirira kudzidzisa.

8 Tinoziva kuti Mutemo wakanaka kana munhu achiushandisa zvakanaka, 9 achiziva kuti mutemo hauna kuitirwa munhu akarurama, asi wakaitirwa vaya vasingateereri mutemo+ nevanopanduka, vasingadi Mwari, vatadzi, vasina kuvimbika nevasina kuchena, vanouraya vanababa uye vanouraya vanaamai, mhondi, 10 mhombwe,* varume vanoita zveungochani,* vanoba vanhu, vanoreva nhema, vanopika zvenhema, uye zvinhu zvese zvinopesana nedzidziso yakanaka*+ 11 inoenderana nemashoko akanaka anokudzwa aMwari anofara, andakapiwa kuti ndizivise.+

12 Ndinotenda Kristu Jesu Ishe wedu, akandipa simba, nekuti akaona kuti ndakatendeka nekundipa kwaakaita ushumiri,+ 13 kunyange zvazvo ndaimbova munhu anomhura, mutambudzi uye munhu anoita zvakaipa.+ Asi ndakanzwirwa tsitsi nekuti ndaizviita ndisingazivi uye ndisina kutenda. 14 Asi nyasha dzandakaratidzwa naShe wedu dzakawanda zvikuru pamwe nekutenda nerudo zviri muna Kristu Jesu. 15 Shoko iri nderechokwadi uye rinofanira kubvumwa zvakakwana: Kristu Jesu akauya panyika kuzoponesa vatadzi.+ Ini ndini mutadzi mukuru pavari vese.+ 16 Kunyange zvakadaro, ndakanzwirwa tsitsi kuitira kuti Kristu Jesu aratidze mwoyo murefu wake wese achishandisa muenzaniso wangu unopfuura mimwe yese, kuti vaya vachaisa kutenda kwavo maari nechinangwa chekuwana upenyu husingaperi, vanditevedzere.+

17 Saka Mambo asingagumi,+ asingafi,*+ asingaoneki,+ iye Mwari oga,+ ngaapiwe kukudzwa nembiri nariini nariini. Ameni.

18 Ndiri kukurayira mwanangu Timoti, maererano nezvakaprofitwa nezvako, kuitira kuti urambe uchirwa hondo yakanaka,+ 19 uine kutenda nehana yakanaka,+ iyo yakaraswa nevamwe, zvikaita kuti kutenda kwavo kuparare sengarava yaita tsaona. 20 Vamwe vavo ndiHimeniyo+ naArekizanda, uye ndakavaisa kuna Satani+ kuti varangwe, vadzidze kusamhura.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe