RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Muparidzi 7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMuparidzi

      • Zita rakanaka uye zuva rekufa (1-4)

      • Kutsiura kwemunhu akachenjera (5-7)

      • Mugumo wechinhu uri nani pane kutanga kwacho (8-10)

      • Zvakanakira uchenjeri (11, 12)

      • Mazuva akanaka uye akaipa (13-15)

      • Usapfuura mwero pane zvaunoita (16-22)

      • Zvakaonekwa nemuunganidzi (23-29)

Muparidzi 7:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Zita.”

  • *

    Kana kuti “Mukurumbira wakanaka uri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 10:7; 22:1; Isa 56:5; Ru 10:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mhemberero Dzese Dzinofadza Mwari Here?

    lvs chits. 13 ndim. 12

    Chii Chinoita Kuti Upenyu Huve Nechinangwa?

    w08 4/15 pp. 24-25 ndim. 18-19

    Uri Kuzviitira Zita Rakadini?

    w03 8/15 p. 3

    Jehovha Anopikira Dhanieri Mubayiro Wakanaka Kwazvo

    dp chits. 18 ndim. 15

    Une Zita Rorudzii?

    w98 11/15 p. 32

    Upenyu Hwako—Donzo Rahwo Chii?

    w97 2/15 pp. 12-13 ndim. 17-20

    Iwe Unoyeuka Here?

    w97 4/15 p. 27

Muparidzi 7:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 5:11, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsumo dzevaAkan Dzinoratidza Tsika Dzinotarisirwa Munzanga

    g03 4/8 p. 31

    Rufu Unoruona Sei?

    w02 6/1 p. 4

    Ndinogona Sei Kukurira Rufu Rwababa?

    g94 9/8 pp. 28-29

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w90 10/15 p. 31

Muparidzi 7:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:71; Ru 6:21
  • +2VaK 7:10; VaH 12:11

Muparidzi 7:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yemafaro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 25:36; Zvi 21:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chinoita Kuti Upenyu Huve Nechinangwa?

    w08 4/15 p. 22 ndim. 8

Muparidzi 7:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 141:5; Zvi 15:31

Muparidzi 7:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 2:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raMuparidzi

    w06 11/1 p. 15 ndim. 8

    Unogona Kufarikanya Ushamwari Hunopfuurira

    w96 3/15 p. 4

Muparidzi 7:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:8; Dhe 16:19; 1Sa 8:1-3; Zvi 17:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Sei Vanhu Vachiita Zvakaipa?

    w10 9/1 p. 4

    Neiko Kune Kuora Mwoyo Kukuru Kwazvo?

    w92 7/1 pp. 3-4

Muparidzi 7:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 13:10; Jak 5:10; 1Pe 5:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unogona Kumirira Here?

    w00 9/1 p. 4

    Shiviro—Neiko Isingawanzowanikwa Kwazvo?

    w95 6/15 pp. 10-11

Muparidzi 7:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kugumbuka pamweya wako.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “kugumbuka chiratidzo chebenzi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:32; Jak 1:19
  • +Ge 4:5; Es 5:9; Zvi 14:17, 29; 29:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndepapi Pakakodzera Kuti Utsamwe?

    w05 8/1 pp. 13-15

    Kudzai Vanhu Vamarudzi Ose

    w91 2/1 p. 24 ndim. 20-21

Muparidzi 7:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 9:62

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinotaurwa neShoko raMwari Zvinopa Tariro Kuvapoteri!

    mrt nyaya 127 ndim. 25-27

    Upenyu Huchadzokera Pahwaiva Here? Bhaibheri Ringakubatsira Sei Kurarama Munyika Yachinjwa neCOVID-19?

    mrt nyaya 39 ndim. 28-29

    “Nyatsotarisa Mberi” Uchiona Ramangwana

    w20.11 p. 25

    Usatarira “Zvinhu Zviri Shure”

    w12 3/15 pp. 26-27

    Inguva Yakanaka Kwazvo Kuva Mupenyu

    w02 12/1 p. 32

    Neiko Shamwari Yangu Yandinodisisa Yakatama?

    g97 1/8 p. 13

Muparidzi 7:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, vapenyu.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Inhaka Yei Yaunofanira Kupa Vana Vako?

    w04 9/1 p. 28

Muparidzi 7:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 4:5, 6
  • +Zvi 10:15
  • +Zvi 3:13, 18; 8:35; 9:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinotaurwa neBhaibheri Zvinotibatsira

    wp24 nha. 1 p. 12

    Bhaibheri Rinoti Chii Nezvebasa Uye Mari?

    lff chidzidzo 37 pfungwa 2

    Upenyu Huchadzokera Pahwaiva Here? Bhaibheri Ringakubatsira Sei Kurarama Munyika Yachinjwa neCOVID-19?

    mrt nyaya 39 ndim. 19-20

    Mari Ndiyo Mudzi Wezvinhu Zvese Zvakaipa Here?

    ijwbq nyaya 166

    Tinofanira Kuona Sei Mari Zvinoratidza Kuti Takachenjera?

    g07.07 pp. 10-11

    Inhaka Yei Yaunofanira Kupa Vana Vako?

    w04 9/1 p. 28

    Urombo—Kuwana Chinohupedza Zvachose

    w03 8/1 p. 5

    Pfuma Inogona Kukuita Kuti Ufare Here?

    w98 5/15 p. 6

    Chii Chisina Kururama Nokuita Mari?

    g97 10/8 p. 28

    Chii Chisakarurama Norudo Rwemari?

    w93 2/15 pp. 8-9

    Manyuko Akakwirira Zvikuru Ouchenjeri

    gm chits. 12 ndim. 4

Muparidzi 7:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 9:12; Isa 14:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Anoshandisa Nzira “Dzakakombama” Here?

    w99 5/1 p. 29

Muparidzi 7:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 5:13
  • +Job 2:10; Isa 45:7
  • +Zvi 27:1; Mup 9:11; Jak 4:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mazano Achatibatsira Patinenge Tiri Mumatambudziko

    w26.04 p. 15 ndim. 5

    Mwari Anoshandisa Nzira “Dzakakombama” Here?

    w99 5/1 p. 29

Muparidzi 7:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 39:5
  • +Ge 4:8; 1Sa 22:18
  • +Job 21:7; Pis 73:12

Muparidzi 7:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 65:5; Mt 6:1; VaR 10:3; 14:10
  • +Zvi 3:7; VaR 12:3
  • +Zvi 16:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatingaite Kana Tichifanira Kusarudza Zvekuita

    lff chidzidzo 35 pfungwa 5

    Ungaita Sei Kuti Matauriro Ako Afadze Jehovha?

    lff chidzidzo 51 pfungwa 5

    Rambai Muchitanga Kutsvaka “Kururama Kwake”

    w10 10/15 p. 9

    Nei Ndichifunga Kuti Ndinofanira Kuita Zvinhu Ndisingakanganisi?

    yp2 chits. 27

    Ruramisiro Yechokwadi Nokururama—Zvinobva Kuna Jehovha

    w98 8/1 p. 11 ndim. 16

    Ngwarira Kuzviruramisa!

    w95 10/15 p. 31

    Kutarisira Kugonana Nedzvinyiriro Dzezuva Nezuva

    g94 2/8 pp. 8-9

Muparidzi 7:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 14:1; Zvi 14:9
  • +Pis 55:23; Zvi 10:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nguva Yako Yemberi Inogadzwa Nejambwa Here?

    w91 10/15 pp. 5-6

Muparidzi 7:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 4:5

Muparidzi 7:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 21:22; 24:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raMuparidzi

    w06 11/1 p. 15 ndim. 3

Muparidzi 7:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 6:36; Pis 51:5; VaR 3:23; 1Jo 1:8

Muparidzi 7:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 24:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ungaita Sei Kuti Matauriro Ako Afadze Jehovha?

    lff chidzidzo 51 pfungwa 5

    Pane Chakaipa Nokutsiva Here?

    g01 11/8 p. 14

Muparidzi 7:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 3:2, 8, 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ungaita Sei Kuti Matauriro Ako Afadze Jehovha?

    lff chidzidzo 51 pfungwa 5

    Pane Chakaipa Nokutsiva Here?

    g01 11/8 p. 14

Muparidzi 7:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 36:6; 139:6; Isa 55:9; VaR 11:33

Muparidzi 7:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 1:17; 2:12

Muparidzi 7:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 39:7-9
  • +Zvi 5:3, 14; 7:22, 23; 22:14

Muparidzi 7:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 1:1

Muparidzi 7:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvaitsvagwa nemweya wangu.”

  • *

    Kana kuti “murume akarurama.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Murume Nomukadzi Vanokwanisa Kuva Nerudo Rwusingaperi Here?

    w15 1/15 p. 28 ndim. 2

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w07 1/15 p. 31

Muparidzi 7:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:26, 31
  • +Ge 3:6; 6:12; Dhe 32:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Anoshandisa Nzira “Dzakakombama” Here?

    w99 5/1 pp. 28-29

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Mup. 7:1Zvi 10:7; 22:1; Isa 56:5; Ru 10:20
Mup. 7:2Isa 5:11, 12
Mup. 7:3Pis 119:71; Ru 6:21
Mup. 7:32VaK 7:10; VaH 12:11
Mup. 7:41Sa 25:36; Zvi 21:17
Mup. 7:5Pis 141:5; Zvi 15:31
Mup. 7:6Mup 2:2
Mup. 7:7Eks 23:8; Dhe 16:19; 1Sa 8:1-3; Zvi 17:23
Mup. 7:8Zvi 13:10; Jak 5:10; 1Pe 5:5
Mup. 7:9Zvi 16:32; Jak 1:19
Mup. 7:9Ge 4:5; Es 5:9; Zvi 14:17, 29; 29:11
Mup. 7:10Ru 9:62
Mup. 7:12Zvi 4:5, 6
Mup. 7:12Zvi 10:15
Mup. 7:12Zvi 3:13, 18; 8:35; 9:11
Mup. 7:13Job 9:12; Isa 14:27
Mup. 7:14Jak 5:13
Mup. 7:14Job 2:10; Isa 45:7
Mup. 7:14Zvi 27:1; Mup 9:11; Jak 4:13, 14
Mup. 7:15Pis 39:5
Mup. 7:15Ge 4:8; 1Sa 22:18
Mup. 7:15Job 21:7; Pis 73:12
Mup. 7:16Isa 65:5; Mt 6:1; VaR 10:3; 14:10
Mup. 7:16Zvi 3:7; VaR 12:3
Mup. 7:16Zvi 16:18
Mup. 7:17Pis 14:1; Zvi 14:9
Mup. 7:17Pis 55:23; Zvi 10:27
Mup. 7:18VaF 4:5
Mup. 7:19Zvi 21:22; 24:5
Mup. 7:202Mak 6:36; Pis 51:5; VaR 3:23; 1Jo 1:8
Mup. 7:211Sa 24:9
Mup. 7:22Jak 3:2, 8, 9
Mup. 7:24Pis 36:6; 139:6; Isa 55:9; VaR 11:33
Mup. 7:25Mup 1:17; 2:12
Mup. 7:26Ge 39:7-9
Mup. 7:26Zvi 5:3, 14; 7:22, 23; 22:14
Mup. 7:27Mup 1:1
Mup. 7:29Ge 1:26, 31
Mup. 7:29Ge 3:6; 6:12; Dhe 32:5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Muparidzi 7:1-29

Muparidzi

7 Zita rakanaka* riri* nani pane mafuta akanaka,+ uye zuva rekufa riri nani pane zuva rekuberekwa. 2 Zviri nani kuenda kuimba yekuchema pane kuenda kuimba yemabiko,+ nekuti ndiwo magumo emunhu wese, uye vapenyu vanofanira kuzvifungisisa mumwoyo mavo. 3 Zviri nani kunetseka pane kuseka,+ nekuti kusuruvara kwechiso kunoita kuti mwoyo unzwe zviri nani.+ 4 Mwoyo yevakachenjera iri muimba yekuchema, asi mwoyo yemapenzi iri muimba yekufara.*+

5 Zviri nani kuteerera kutsiura kwemunhu akachenjera+ pane kuteerera rwiyo rwemapenzi. 6 Nekuti kuseka kwebenzi kwakaita sekuputika kunoita minzwa iri kubvira pasi pehari;+ uye izviwo hazvina zvazvinobatsira. 7 Asi kudzvinyirirwa kunogona kuita kuti munhu akachenjera aite sebenzi, uye chiokomuhomwe chinokanganisa mwoyo.+

8 Kuguma kwenyaya kuri nani kupfuura kutanga kwayo. Zviri nani kuva nemwoyo murefu pane kuzvikudza.+ 9 Usakurumidza kugumbuka,*+ nekuti kugumbuka kunogara muchipfuva chemapenzi.*+

10 Usati, “Nei mazuva ekare aiva nani pane aya?” nekuti kubvunza izvi kushaya uchenjeri.+

11 Uchenjeri pamwe chete nenhaka zvakanaka uye zvinobatsira vaya vanoona chiedza chemasikati.* 12 Nekuti uchenjeri hunodzivirira+ sekudzivirira kunoita mari,+ asi ruzivo rwakanakira pakuti: Uchenjeri hunochengetedza upenyu hwemuridzi wahwo.+

13 Funga basa raMwari wechokwadi, nekuti ndiani angatwasanudza zvaakakombamisa?+ 14 Kana zuva rakanaka, ratidza kuti rakanaka,+ asi kana riri zuva redambudziko, ziva kuti Mwari ndiye akariita uyewo ndiye akaita rimwe racho,+ kuti vanhu vasava nechokwadi nezvezvichaitika kwavari mune ramangwana.+

15 Muupenyu hwangu husina zvahunobatsira+ ndakaona zvinhu zvese, kubva kumunhu akarurama anoparara mukururama kwake+ kusvika kumunhu akaipa anorarama kwenguva yakareba pasinei neuipi hwake.+

16 Usanyanya kuva akarurama,+ kana kuratidza kuti wakanyanya kuchenjera.+ Unodirei kuzviparadza?+ 17 Usanyanya kuva akaipa, kana kuva benzi.+ Unodirei kukurumidza kufa?+ 18 Zvakanaka chaizvo kuti uteerere yambiro iyi asi usingasiyi imwe yacho;+ nekuti munhu anotya Mwari achazviteerera zvese.

19 Uchenjeri hunoita kuti munhu akachenjera ave nesimba kupfuura varume gumi vakasimba vari muguta.+ 20 Nekuti hapana munhu akarurama panyika anongogara achiita zvakanaka asingatadzi.+

21 Uyewo, usava nehanya nemashoko ese anotaurwa nevanhu;+ zvichida unogona kuzonzwa mushandi wako achikutuka; 22 nekuti unonyatsozviziva mumwoyo mako kuti iwe wakambotukawo vamwe kakawanda.+

23 Zvese izvi ndakazviedza neuchenjeri, uye ndakati: “Ndichava akachenjera.” Asi ndakazvitadza. 24 Zvinhu zvakatoitika zvava kure chaizvo uye zvakanyanya kudzama. Ndiani angazvinzwisisa?+ 25 Ndakaita kuti mwoyo wangu ude kuziva, kuongorora uye kutsvaga uchenjeri uye chinokonzera kuti zvinhu zviitike, uye kuti ndinzwisise kuipa kweupenzi uye ufuza hweupengo.+ 26 Ndakabva ndaona izvi: Mukadzi anoshungurudza kupfuura rufu akaita semambure emuvhimi, mwoyo wake wakaita semambure ekukukudzisa, uye maoko ake akaita secheni dzemujeri. Munhu anofadza Mwari wechokwadi achatiza mukadzi iyeye,+ asi mutadzi anobatwa naye.+

27 “Onai, izvi ndizvo zvandakawana,” anodaro muunganidzi.+ “Ndakaongorora chinhu chimwe nechimwe kuti ndiwane mhedziso yacho, 28 asi zvandaigara ndichitsvaga* handina kuzviwana. Ndakawana murume* mumwe chete pavanhu chiuru, asi handina kuwana mukadzi pavari vese. 29 Izvi chete ndizvo zvandakaona: Mwari wechokwadi akaita vanhu vakarurama,+ asi vakatsvaga mazano akawanda.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe