RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Kutongwa ‘kweBhabhironi Guru’ (1-18)

        • Pfambi huru yakagara pachikara chitsvuku (1-3)

        • ‘Chikara chakanga chiripo, asi hachisisipo, asi chichabuda mugomba rakadzikadzika’ (8)

        • Nyanga gumi dzicharwisa Gwayana (12-14)

        • Nyanga gumi dzichavenga pfambi (16, 17)

Zvakazarurwa 17:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 16:1
  • +Jer 51:13; Zva 17:15; 19:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tinotarisira Amagedhoni Nemufaro

    w19.09 pp. 10-11 ndim. 10-11

    “Ndichapedza Upfambi Hwako”

    rr chits. 15

    Kutonga Hure Rine Mbiri Yakashata

    re chits. 33

    Kuziva “Bhabhironi Guru”

    bh p. 220 ndim. 1

Zvakazarurwa 17:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti por·nei′a. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 4:4; Zva 18:9
  • +Jer 51:7; Zva 14:8; 18:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutonga Hure Rine Mbiri Yakashata

    re chits. 33

    Kuziva “Bhabhironi Guru”

    bh p. 220 ndim. 1

Zvakazarurwa 17:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chichaitika Kuzvitendero?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

    mrt nyaya 129 ndim. 3-4

    Jehovha Anozivisa “Zvinhu Zvinofanira Kukurumidza Kuitika”

    w12 6/15 p. 17 ndim. 15

    Kutonga Hure Rine Mbiri Yakashata

    re chits. 33 ndim. 13-21

    “Chizere Namazita Okumhura Mwari”

    w89 9/1 p. 7

Zvakazarurwa 17:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti por·nei′a. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 16:19
  • +Zva 18:11, 12, 19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutonga Hure Rine Mbiri Yakashata

    re chits. 33 ndim. 22-25

Zvakazarurwa 17:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 19:2
  • +Zva 18:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chichaitika Kuzvitendero?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

    mrt nyaya 129 ndim. 3-4

    “Ndichapedza Upfambi Hwako”

    rr chits. 15

    Chii Chinonzi Bhabhironi Guru?

    ijwbq nyaya 94 ndim. 7

    Zvinhu Zvatinofanira Kutiza

    w08 6/15 p. 9 ndim. 10

    Kutonga Hure Rine Mbiri Yakashata

    re chits. 33 ndim. 22-23

    Kuzivisa Kudzoka Kwashe (1870-1914)

    jv chits. 5

    Rutongeso rwaMwari Pa“munhu Wokusateerera Mutemo”

    w90 2/1 p. 17 ndim. 10

Zvakazarurwa 17:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 6:9; 18:24; 19:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutonga Hure Rine Mbiri Yakashata

    re chits. 33 ndim. 22-26

    Chakavanzika Chinotyisa Chinopedzwa

    re chits. 34 ndim. 1

Zvakazarurwa 17:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 17:5
  • +Zva 17:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chakavanzika Chinotyisa Chinopedzwa

    re chits. 34 ndim. 2-4

Zvakazarurwa 17:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 20:1
  • +Eks 32:32; Pis 69:28; VaF 4:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku raZvakazarurwa Rinoti Chii Chichaitika Kuvavengi vaMwari?

    w22.05 p. 10 ndim. 10

    Chikara Chitsvuku Chinotaurwa Pana Zvakazarurwa Chitsauko 17 Chinofananidzirei?

    ijwbq nyaya 100

    Chakavanzika Chinotyisa Chinopedzwa

    re chits. 34 ndim. 4-14

    Kuzivisa Mashoko Akanaka Zvisingaregi (1942-1975)

    jv chits. 8

    Nhevedzano Refu Yamasimba Enyika Yoswedera Pedyo Nomugumo Wayo

    w88 6/1 pp. 27-28

Zvakazarurwa 17:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pfungwa dzakapinza neuchenjeri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 17:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chikara Chitsvuku Chinotaurwa Pana Zvakazarurwa Chitsauko 17 Chinofananidzirei?

    ijwbq nyaya 100 ndim. 2

    Kuuraya Bhabhironi Guru

    re chits. 35 ndim. 1-7

Zvakazarurwa 17:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku raZvakazarurwa Rinoti Chii Chichaitika Kuvavengi vaMwari?

    w22.05 pp. 9-10 ndim. 7-8

    Bhuku Raunogona Kuvimba Naro—Chikamu 7

    g11.07 pp. 17-18

    Kuuraya Bhabhironi Guru

    re chits. 35 ndim. 1-7

    Masimba Makuru Enyika Enhau yeBhaibheri Anoenda Kumugumo Wawo!

    w88 2/1 p. 22

    Simba Renyika Rechitanhatu—Roma!

    w88 5/1 p. 28

    Rokupedzisira Ramasimba Makuru Enyika

    w88 5/15 pp. 24-26

    Nhevedzano Refu Yamasimba Enyika Yoswedera Pedyo Nomugumo Wayo

    w88 6/1 p. 28

Zvakazarurwa 17:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 17:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku raZvakazarurwa Rinoti Chii Chichaitika Kuvavengi vaMwari?

    w22.05 p. 10 ndim. 10

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!

    w22.07 p. 5 ndim. 13

    Kuuraya Bhabhironi Guru

    re chits. 35

    Nhevedzano Refu Yamasimba Enyika Yoswedera Pedyo Nomugumo Wayo

    w88 6/1 p. 28

Zvakazarurwa 17:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuuraya Bhabhironi Guru

    re chits. 35 ndim. 11-12

Zvakazarurwa 17:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w25.11 p. 31 ndim. 6

    Kuuraya Bhabhironi Guru

    re chits. 35 ndim. 11-13

Zvakazarurwa 17:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 1:29; Zva 5:6
  • +Zva 19:11, 15
  • +Mt 28:18; Mab 2:36; 1Ti 6:15
  • +VaR 16:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kununurwa Kwenyu Kuri Kuswedera Pedyo”!

    w15 7/15 p. 19 ndim. 16

    Jehovha Anozivisa “Zvinhu Zvinofanira Kukurumidza Kuitika”

    w12 6/15 p. 18

    “Kumuka Kwokutanga”—Kuri Kutoitika!

    w07 1/1 p. 27 ndim. 9

    Kuuraya Bhabhironi Guru

    re chits. 35 ndim. 11-14

    Rumbidzai Jah Nokuda Kwamarutongeso Ake!

    re chits. 38 ndim. 15

    Jehovha Anopa Mbiri Kuvanakomana Vakawanda

    w98 2/15 pp. 16-17

Zvakazarurwa 17:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemitauro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 57:20; Jer 51:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuuraya Bhabhironi Guru

    re chits. 35 ndim. 15-16

    Rudzidziso Rwenhema Runotasva Ruchienda Kukuparadzwa Kwarwo!

    g96 11/8 pp. 5-6

Zvakazarurwa 17:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 17:12
  • +Zva 17:8
  • +Zva 17:7
  • +Re 21:9; Zva 18:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chichaitika Kuzvitendero?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

    mrt nyaya 129 ndim. 3-5

    Bhuku raZvakazarurwa Rinoti Chii Chichaitika Kuvavengi vaMwari?

    w22.05 p. 11 ndim. 17

    Tinotarisira Amagedhoni Nemufaro

    w19.09 p. 10 ndim. 11

    “Kununurwa Kwenyu Kuri Kuswedera Pedyo”!

    w15 7/15 pp. 15-16

    Jehovha Anozivisa “Zvinhu Zvinofanira Kukurumidza Kuitika”

    w12 6/15 p. 18 ndim. 17

    Kuuraya Bhabhironi Guru

    re chits. 35 ndim. 15-21

    “Mamiriro Ezvinhu Enyika Ino Ari Kuchinja”

    w04 2/1 p. 21 ndim. 14

    Kutizira Kuchengeteko “Kutambudzika Kukuru” Kusati Kwasvika

    w96 6/1 p. 18 ndim. 18-20

    Gakava raJehovha Namarudzi

    w94 3/1 p. 20

    “Bhabhironi” Risinokuchengeteka Rakashurikidzirwa Kuparadzwa

    ws chits. 4

    Fungu Rorudzidziso—Kuzvidavirira Kwokupedzisira

    w87 11/1 p. 28

Zvakazarurwa 17:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 11:19, 20; Zvi 21:1
  • +Zva 17:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w25.11 p. 31

    Chii Chichaitika Kuzvitendero?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

    mrt nyaya 129 ndim. 5-6

    Bhuku raZvakazarurwa Rinoti Chii Chichaitika Kuvavengi vaMwari?

    w22.05 p. 11 ndim. 17

    Ramba Wakatendeka ‘Pakutambudzika Kukuru’

    w19.10 p. 14 ndim. 3

    Jehovha Anozivisa “Zvinhu Zvinofanira Kukurumidza Kuitika”

    w12 6/15 p. 18 ndim. 17

    Kuguma Kuchaita Nyika Ino

    w12 9/15 p. 5 ndim. 7

    Kuuraya Bhabhironi Guru

    re chits. 35 ndim. 20-21

    “Mamiriro Ezvinhu Enyika Ino Ari Kuchinja”

    w04 2/1 p. 21 ndim. 14

    Madzimambo Anorwisana Anosvika Pedyo Nomugumo Wawo

    dp chits. 16 ndim. 24

    Gakava raJehovha Namarudzi

    w94 3/1 p. 20

Zvakazarurwa 17:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 17:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuuraya Bhabhironi Guru

    re chits. 35 ndim. 22

    Kuziva “Bhabhironi Guru”

    bh p. 219 ndim. 3

    Rudzidziso Rwenhema Runotasva Ruchienda Kukuparadzwa Kwarwo!

    g96 11/8 pp. 5-6

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 17:1Zva 16:1
Zvak. 17:1Jer 51:13; Zva 17:15; 19:2
Zvak. 17:2Jak 4:4; Zva 18:9
Zvak. 17:2Jer 51:7; Zva 14:8; 18:3
Zvak. 17:4Ru 16:19
Zvak. 17:4Zva 18:11, 12, 19
Zvak. 17:5Zva 19:2
Zvak. 17:5Zva 18:5
Zvak. 17:6Zva 6:9; 18:24; 19:2
Zvak. 17:7Zva 17:5
Zvak. 17:7Zva 17:3
Zvak. 17:8Zva 20:1
Zvak. 17:8Eks 32:32; Pis 69:28; VaF 4:3
Zvak. 17:9Zva 17:7
Zvak. 17:11Zva 17:8
Zvak. 17:14Joh 1:29; Zva 5:6
Zvak. 17:14Zva 19:11, 15
Zvak. 17:14Mt 28:18; Mab 2:36; 1Ti 6:15
Zvak. 17:14VaR 16:20
Zvak. 17:15Isa 57:20; Jer 51:13
Zvak. 17:16Zva 17:12
Zvak. 17:16Zva 17:8
Zvak. 17:16Zva 17:7
Zvak. 17:16Re 21:9; Zva 18:8
Zvak. 17:17Jos 11:19, 20; Zvi 21:1
Zvak. 17:17Zva 17:12
Zvak. 17:18Zva 17:5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 17:1-18

Bhuku raZvakazarurwa

17 Imwe yengirozi nomwe dzakanga dziine ndiro nomwe+ yakauya kwandiri ikati: “Uya ndikuratidze kutongwa kwepfambi huru inogara pamvura zhinji,+ 2 iyo yakaita upombwe*+ nemadzimambo epanyika, uye yakadhakisa vanhu vanogara panyika newaini yeupombwe* hwayo.”+

3 Yakabva yanditakura mumweya ikandiendesa kurenje. Ndakaona mukadzi akanga akagara pachikara chitsvuku chakanga chakazara nemazita ekumhura, chiine misoro minomwe nenyanga gumi. 4 Mukadzi wacho akanga akapfeka nguo dzeruvara rwepepuru+ uye rutsvuku, uye akanga akazvishongedza negoridhe nematombo anokosha nemaparera,+ uye ainge akabata kapu yegoridhe yakanga izere nezvinhu zvinosemesa nezvinhu zvisina kuchena zveupombwe* hwake. 5 Pahuma yake pakanga pakanyorwa zita risinganzwisisiki rekuti: “Bhabhironi Guru, amai vepfambi+ uye vezvinhu zvinosemesa zvenyika.”+ 6 Ndakaona kuti mukadzi wacho akanga akadhakwa neropa revatsvene uye neropa rezvapupu zvaJesu.+

Pandakamuona ndakashamisika kwazvo. 7 Saka ngirozi yacho yakati kwandiri: “Nei washamisika? Ndichakuudza zvakavanzika nezvemukadzi+ wacho nechikara chakamutakura chine misoro minomwe nenyanga gumi:+ 8 Chikara chawaona chakanga chiripo, asi hachisisipo, asi chava kuda kubuda mugomba rakadzikadzika,+ uye chichaparadzwa. Uye vagari vepanyika, vaya vasina kunyorwa mazita avo mugwaro* reupenyu+ kubvira pakuvambwa kwenyika, vachashamisika pavachaona kuti chikara chaimbovapo, uye hachisisipo, asi chichavapo.

9 “Apa panoda uchenjeri:* Misoro minomwe+ inomiririra makomo manomwe, anogarwa pamusoro pawo nemukadzi wacho. 10 Kune madzimambo manomwe: Mashanu akawa, mumwe aripo, uye mumwe haasati asvika; asi paachasvika anofanira kungoita nguva pfupi aripo. 11 Chikara chiya chekumbovapo icho chisisipo,+ ndichowo mambo wechisere, asi chinobva mumadzimambo manomwe, uye chichaparadzwa.

12 “Nyanga gumi dzawaona ndiwo madzimambo gumi asati agamuchira umambo, asi anogamuchira simba rekutonga semadzimambo kweawa imwe chete pamwe chete nechikara. 13 Aya ari kufunga pfungwa imwe chete, saka anopa chikara simba rawo nechiremera chawo. 14 Iwaya acharwa neGwayana,+ asi Gwayana richaakunda+ nekuti iro ndiShe wemadzishe+ naMambo wemadzimambo. Uye vaya vari pamwe naye vakadanwa, vakasarudzwa uye vakatendeka, vachakundawo.”+

15 Yakati kwandiri: “Mvura yawaona, pakagara pfambi, inomiririra vanhu nemapoka evanhu nemarudzi nendimi.*+ 16 Uye nyanga gumi+ dzawaona, nechikara,+ zvichavenga pfambi+ uye zvichaiparadza nekuipfekenura, uye zvichadya nyama yayo uye zvichairoromesa nemoto.+ 17 Nekuti Mwari akazviisa mumwoyo mavo+ kuti vaite zvaari kufunga, kureva kuti, vaite pfungwa yavo imwe chete kuburikidza nekupa umambo hwavo kuchikara,+ kusvikira mashoko aMwari aitika. 18 Mukadzi+ wawaona anomiririra guta guru rine umambo pamusoro pemadzimambo enyika.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe