RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 20
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raEksodho

      • Mirayiro Gumi (1-17)

      • VaIsraeri vanotya nezvavanoona (18-21)

      • Mirayiro pamusoro pemanamatiro (22-26)

Eksodho 20:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 5:22; Mab 7:38

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w90 5/1 p. 30

Eksodho 20:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 5:6; Ho 13:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chinoreva Mirairo Ine Gumi Kwauri?

    w89 11/15 p. 4

Eksodho 20:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 5:7-10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rudo Nekubata Vamwe Zvakanaka Panguva yevaIsraeri

    w19.02 pp. 22-23 ndim. 13-15

Eksodho 20:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:1; Dhe 4:15, 16; Isa 40:25; Mab 17:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tingaita Sei Kuti Kunamata Kwedu Kufadze Mwari?

    lff chidzidzo 14 pfungwa 4

    Rudo Nekubata Vamwe Zvakanaka Panguva yevaIsraeri

    w19.02 pp. 22-23 ndim. 13-15

    Nei Zvapupu zvaJehovha Zvisingashandisi Mifananidzo Pazvinenge Zvichinamata?

    w09 2/1 p. 30

    Mwari Wechokwadi Anofanotaura Nezvokununurwa

    ip-2 chits. 5 ndim. 9

Eksodho 20:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:24; 1VaK 10:20; 1Jo 5:21
  • +Eks 34:14; Mt 4:10; Ru 10:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tingaita Sei Kuti Kunamata Kwedu Kufadze Mwari?

    lff chidzidzo 14 pfungwa 4

    ‘Ona Zvinhu Zvakaipa Uye Zvinosemesa Zvavari Kuita’

    rr chits. 5

    “Ndichapedza Upfambi Hwako”

    rr chits. 15 ndim. 9-10

    Ndinofanira Kunyengetera Kuvasande Here?

    ijwbq nyaya 29 ndim. 3

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w10 3/15 pp. 28-29

    Nei Zvapupu zvaJehovha Zvisingashandisi Mifananidzo Pazvinenge Zvichinamata?

    w09 2/1 p. 30

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raEksodho

    w04 3/15 p. 27 ndim. 1

    Mwari Wechokwadi Anofanotaura Nezvokununurwa

    ip-2 chits. 5 ndim. 9

Eksodho 20:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 12:13

Eksodho 20:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:12
  • +Re 24:15, 16; Dhe 5:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kurambidza Kushandisa Zita raMwari

    g04 2/8 p. 6

    Zvakaipa Here Kutaura Zita raMwari?

    g99 3/8 pp. 30-31

    Chikonzero Nei Kumhura Kusati Kuri kwamaKristu

    g92 12/8 p. 11

    Chii Chinoreva Mirairo Ine Gumi Kwauri?

    w89 11/15 p. 4

Eksodho 20:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 16:23; 31:13, 14; Dhe 5:12-14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Wakapinda Muzororo raMwari Here?

    w98 7/15 p. 18 ndim. 15

    Chii Chinoreva Mirairo Ine Gumi Kwauri?

    w89 11/15 pp. 4-6

Eksodho 20:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Wakapinda Muzororo raMwari Here?

    w98 7/15 p. 18 ndim. 15

Eksodho 20:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mumagedhi ako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 16:29; 34:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Wakapinda Muzororo raMwari Here?

    w98 7/15 p. 18 ndim. 15

Eksodho 20:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:2

Eksodho 20:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 21:15; Re 19:3; Zvi 1:8
  • +Dhe 5:16; Mt 15:4; VaE 6:2, 3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Eksodho 20:12—“Kudza Baba Vako Naamai Vako”

    ijwbv nyaya 7

    Bhaibheri Rinotii Nezvekuchengeta Vabereki Vakwegura?

    ijwbq nyaya 164 ndim. 8-10

    Zvinorevei ‘Kukudza Baba Naamai Vako’?

    ijwbq nyaya 130

    Apo Iwe Nevadiwa Vako Munenge Muine Zvitendero Zvakasiyana

    g03 11/8 p. 22

    Kuita Zvinodikanwa Zvavakura Vedu—Denho yechiKristu

    w88 7/15 p. 21

Eksodho 20:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 9:6; Dhe 5:17; Jak 2:11; 1Jo 3:15; Zva 21:8

Eksodho 20:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 39:7-9; Dhe 5:18; Zvi 6:32; Mt 5:27, 28; VaR 13:9; 1VaK 6:18; VaH 13:4

Eksodho 20:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:11; Dhe 5:19; Mk 10:19; 1VaK 6:9, 10; VaE 4:28

Eksodho 20:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:16; Dhe 5:20; 19:16-19

Eksodho 20:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:28
  • +Dhe 5:21; VaR 7:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vanhu Vakamboedza Kuchinja Zviri muBhaibheri Asi Vakakundikana

    wp16 nha. 4 p. 6

    “Ndinoda Mutemo Wenyu Sei!”

    w06 6/15 pp. 23-24

    Rambai Muri Murudo rwaMwari!

    w06 11/15 p. 24 ndim. 20

    Shoko raMwari Rinogara Nokusingaperi

    w97 10/1 p. 13 ndim. 10-11

    Chii Chinoreva Mirairo Ine Gumi Kwauri?

    w89 11/15 pp. 4-5

Eksodho 20:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:16; VaH 12:18, 19

Eksodho 20:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 7:38; VaG 3:19

Eksodho 20:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 8:2
  • +Jos 24:14; Job 28:28; Zvi 1:7

Eksodho 20:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 5:5; Pis 97:2

Eksodho 20:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:36; Ne 9:13

Eksodho 20:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 17:29

Eksodho 20:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvibayiro zvekuwadzana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 12:5, 6; 2Mak 6:6

Eksodho 20:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 27:5; Jos 8:30, 31

Eksodho 20:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kusapfeka kwako.”

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Eks. 20:1Dhe 5:22; Mab 7:38
Eks. 20:2Dhe 5:6; Ho 13:4
Eks. 20:3Dhe 5:7-10
Eks. 20:4Re 26:1; Dhe 4:15, 16; Isa 40:25; Mab 17:29
Eks. 20:5Eks 23:24; 1VaK 10:20; 1Jo 5:21
Eks. 20:5Eks 34:14; Mt 4:10; Ru 10:27
Eks. 20:6Mup 12:13
Eks. 20:7Re 19:12
Eks. 20:7Re 24:15, 16; Dhe 5:11
Eks. 20:8Eks 16:23; 31:13, 14; Dhe 5:12-14
Eks. 20:9Eks 23:12
Eks. 20:10Eks 16:29; 34:21
Eks. 20:11Ge 2:2
Eks. 20:12Eks 21:15; Re 19:3; Zvi 1:8
Eks. 20:12Dhe 5:16; Mt 15:4; VaE 6:2, 3
Eks. 20:13Ge 9:6; Dhe 5:17; Jak 2:11; 1Jo 3:15; Zva 21:8
Eks. 20:14Ge 39:7-9; Dhe 5:18; Zvi 6:32; Mt 5:27, 28; VaR 13:9; 1VaK 6:18; VaH 13:4
Eks. 20:15Re 19:11; Dhe 5:19; Mk 10:19; 1VaK 6:9, 10; VaE 4:28
Eks. 20:16Re 19:16; Dhe 5:20; 19:16-19
Eks. 20:17Mt 5:28
Eks. 20:17Dhe 5:21; VaR 7:7
Eks. 20:18Eks 19:16; VaH 12:18, 19
Eks. 20:19Mab 7:38; VaG 3:19
Eks. 20:20Dhe 8:2
Eks. 20:20Jos 24:14; Job 28:28; Zvi 1:7
Eks. 20:21Dhe 5:5; Pis 97:2
Eks. 20:22Dhe 4:36; Ne 9:13
Eks. 20:23Mab 17:29
Eks. 20:24Dhe 12:5, 6; 2Mak 6:6
Eks. 20:25Dhe 27:5; Jos 8:30, 31
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Eksodho 20:1-26

Eksodho

20 Mwari akabva ataura mashoko aya ese:+

2 “Ndini Jehovha Mwari wako, akakubudisa munyika yeIjipiti, muimba yeuranda.+ 3 Usava nevamwe vanamwari kunze kwangu.+

4 “Usazvigadzirira mufananidzo wakavezwa, kana mufananidzo wechinhu chipi zvacho chiri kudenga kumusoro, kana chiri panyika pasi, kana chiri mumvura pasi penyika.+ 5 Usazvikotamira kana kunyengedzwa kuti uzvishumire,+ nekuti ini, Jehovha Mwari wako, ndiri Mwari anoda kuzvipira kwakazara,+ anoranga vanakomana nekuda kwekukanganisa kwemadzibaba avo, kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechechina chevaya vanondivenga, 6 asi ane rudo rusingachinji kuzviuru zvezvizvarwa zvevaya vanondida uye vanochengeta mirayiro yangu.+

7 “Usashandisa zita raJehovha Mwari wako zvisina kukodzera,+ nekuti Jehovha haazoregi kuranga munhu anoshandisa zita rake zvisina kukodzera.+

8 “Yeuka zuva reSabata, uriite dzvene.+ 9 Unofanira kushanda uchiita basa rako rese kwemazuva matanhatu,+ 10 asi zuva rechinomwe isabata rinoitirwa Jehovha Mwari wako. Usaita chero basa ripi zvaro, iwe kana mwanakomana wako kana mwanasikana wako, kana murandarume wako kana murandasikana wako, kana chipfuwo chako kana mutorwa wako ari maunogara.*+ 11 Nekuti mumazuva matanhatu Jehovha akaita denga nenyika, gungwa, nezvese zviri mazviri, uye akatanga kuzorora pazuva rechinomwe.+ Ndokusaka Jehovha akakomborera zuva reSabata uye akariita dzvene.

12 “Kudza baba vako naamai vako,+ kuti urarame kwenguva refu panyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako.+

13 “Usauraya.+

14 “Usaita upombwe.+

15 “Usaba.+

16 “Usapa uchapupu hwenhema nezvemumwe wako.+

17 “Usachiva imba yemumwe wako. Usachiva mudzimai wemumwe wako,+ kana murandarume wake, kana murandasikana wake, kana mombe yake kana dhongi rake, kana chinhu chipi zvacho chemumwe wako.”+

18 Vanhu vese vakanga vachinzwa mabhanan’ana nemheni, nekurira kwehwamanda, gomo richipfungaira; uye pavakaona izvi vakadedera, vakamira nechekure.+ 19 Saka vakati kuna Mozisi: “Imi taurai nesu, uye tichateerera, asi musarega Mwari achitaura nesu, nekuti tinotya kuti tingafa.”+ 20 Saka Mozisi akati kuvanhu: “Musatya henyu, nekuti Mwari wechokwadi auya kuzokuedzai,+ kuti muzoramba muchimutya morega kuzotadza.”+ 21 Saka vanhu vakaramba vakamira nechekure, asi Mozisi akaenda pedyo negore dema kwaiva naMwari wechokwadi.+

22 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Uti kuvaIsraeri, ‘Imi mazvionera mega kuti ndataura nemi ndiri kudenga.+ 23 Musagadzira vanamwari vesirivha movanamata pamwe chete neni, uye musazvigadzirira vanamwari vegoridhe.+ 24 Undigadzirire atari yevhu, uye ubayire pairi mipiro yako inopiswa nezvibayiro zvako zverugare,* makwai ako nemombe dzako. Munzvimbo dzese dzandichaita kuti zita rangu riyeukwe+ ndichauya kwauri ndokukomborera. 25 Kana ukandigadzirira atari yematombo, usaivaka nematombo akavezwa.+ Nekuti kana ukaishandisira mudziyo wekuvezesa, unenge uchiisvibisa. 26 Uye usakwira kuatari yangu nematanho, kuti nhengo dzako dzakavanzika* dzirege kufukurirwa pairi.’

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe