RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 VaKorinde

      • Nyasha dzaMwari hadzifaniri kushandiswa zvisiri izvo (1, 2)

      • Ushumiri hwaPauro hunotsanangurwa (3-13)

      • Musasungwa pajoko zvisina kukodzera (14-18)

2 VaKorinde 6:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 5:20
  • +VaR 2:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kushanda naMwari Kunoita Kuti Tifare

    w16.01 pp. 28-32

    “Ino Ndiyo Nguva Yakakodzera Chaizvo”

    w10 12/15 p. 14 ndim. 13

    Tsamba Inobva Kudare Rinodzora

    km 3/06 p. 3

    Iri Ndiro Zuva Rokuponeswa!

    w98 12/15 pp. 18-19 ndim. 12-15

    “Makatengwa Nomutengo”

    w91 2/15 p. 19 ndim. 17-18

    Fadza Jehovha Kupfurikidza Nokuratidza Mutsa

    w91 7/15 pp. 16-17 ndim. 18-19

    Mutsa Wakakomba waMwari—Usapotsa Donzo Rawo!

    w88 8/1 pp. 27-29

2 VaKorinde 6:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 49:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ino Ndiyo Nguva Yakakodzera Chaizvo”

    w10 12/15 pp. 12-14

    Tsamba Inobva Kudare Rinodzora

    km 3/06 p. 3

    Boka Guru Ravazhinji-zhinji

    re chits. 20 ndim. 27

    “Nguva Yokufarirwa”

    ip-2 chits. 10

    Iri Ndiro Zuva Rokuponeswa!

    w98 12/15 pp. 18-20 ndim. 12-21

2 VaKorinde 6:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 9:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tingaita Sei Kuti Tive Vanhu Vakachena Kuna Mwari?

    lff chidzidzo 40 pfungwa 1-5

2 VaKorinde 6:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 4:1, 2
  • +2VaK 11:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tingaita Sei Kuti Tive Vanhu Vakachena Kuna Mwari?

    lff chidzidzo 40 pfungwa 1-5

    Mapfekero Ako Anoita Kuti Mwari Akudzwe Here?

    w16.09 p. 18

    Uri Kuzvirumbidza Kune Vamwe Here?

    w00 4/15 pp. 19-21

    Ndivanaani Vari Vashumiri vaMwari Nhasi?

    w00 11/15 p. 20

    Iri Ndiro Zuva Rokuponeswa!

    w98 12/15 p. 19

2 VaKorinde 6:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 2:10
  • +2VaK 11:25, 27

2 VaKorinde 6:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 3:13; 1VaT 5:14
  • +VaE 4:32
  • +VaR 12:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Iri Ndiro Zuva Rokuponeswa!

    w98 12/15 p. 19 ndim. 17

2 VaKorinde 6:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Zvichida, zvekurwisa nazvo.

  • *

    Zvichida, zvekuzvidzivirira nazvo.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 2:4, 5
  • +2VaK 10:4; VaE 6:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Iri Ndiro Zuva Rokuponeswa!

    w98 12/15 p. 19 ndim. 17

    “Rambai Muchiedza Kana Muri Mukutenda”

    w90 9/15 p. 27

2 VaKorinde 6:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Iri Ndiro Zuva Rokuponeswa!

    w98 12/15 p. 20 ndim. 18

2 VaKorinde 6:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “setinoonekwa takakodzera rufu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 4:10, 11
  • +Mab 14:19; 2VaK 4:8, 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Iri Ndiro Zuva Rokuponeswa!

    w98 12/15 p. 20 ndim. 18

2 VaKorinde 6:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 4:13; Zva 2:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Iri Ndiro Zuva Rokuponeswa!

    w98 12/15 p. 20 ndim. 19

2 VaKorinde 6:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ita Kuti Ungano Irambe Yakabatana

    lff chidzidzo 56 pfungwa 4

2 VaKorinde 6:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 12:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ita Kuti Ungano Irambe Yakabatana

    lff chidzidzo 56 pfungwa 4

    Ungawedzera Rudo Rwako Here?

    w07 1/1 pp. 9-10

2 VaKorinde 6:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “wedzerai rudo ruri mumwoyo yenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 2:17; 1Jo 4:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ita Kuti Ungano Irambe Yakabatana

    lff chidzidzo 56 pfungwa 4

    Tsvaga Shamwari Dzakasiyana-siyana

    g20 nha. 3 p. 10

    Rudo Rwenyu Sehama Ngarwurambe Rwuchiwedzera

    w09 11/15 pp. 20-21

    Ungawedzera Rudo Rwako Here?

    w07 1/1 pp. 9-11

    Kuwana Kwaungaita Rudo Rwechokwadi

    g06.04 p. 25

    “Dananai Zvikuru Kwazvo”

    w04 10/1 pp. 16-17

    “Wedzerai”

    km 5/04 p. 4

    “Dananai Zvikuru”

    wt chits. 16

    Jehovha Anopa Simba Kune Akaneta

    w95 12/1 p. 16 ndim. 9-10

    Sanoziva Hama Dzako

    km 8/94 p. 1 ndim. 2-6

    Kuonga Hama Dzedu

    w88 10/1 pp. 12-13 ndim. 10-12

2 VaKorinde 6:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Musabatanidzwa zvisina kukodzera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:32, 33; Dhe 7:3, 4; 1Mad 11:4; 1VaK 7:39
  • +Jak 4:4
  • +VaE 5:7, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinotii Nezvenyaya Yekupinda Muwanano Kana Kuti Kugara Wakadaro?

    lff chidzidzo 42 pfungwa 1-7

    Wanano Chipo Chinobva Kuna Mwari

    lvs chits. 10 ndim. 9-10

    Kuroorana Chipo Chinobva Kuna Mwari Ane Rudo

    lv chits. 10 ndim. 9-10

    Zvapupu zvaJehovha Zvinotii Nezvokuwadzana Nemamwe Machechi?

    w10 6/1 p. 27

    Munhu Uyu Ndiye Akandikodzera Here?

    yp2 chits. 3

    Shoko raMwari Ngaritungamirire Tsoka Dzako

    w07 5/1 pp. 15-16 ndim. 9-10

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w04 7/1 pp. 30-31

    “Musasungwa Zvisina Kufanira Pajoko”

    w03 10/15 p. 32

    Zvakadini Kana Vabereki Vangu Vachishora Roorano Yangu?

    g98 2/8 p. 30

    “Musasungwa Zvisina Kufanira Pajoko”

    w95 11/15 p. 31

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w93 10/1 pp. 29-30

    Maidi Ari Seri kweKrisimisi, Isita, uye “Halloween”

    g93 12/8 pp. 19-21

    Musazvisunga Mumene Pajoko Navasingatendi

    w89 11/1 pp. 18-22

2 VaKorinde 6:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rinobva pane rechiHebheru rinoreva kuti “Munhu Pasina,” richitaura nezvaSatani.

  • *

    Kana kuti “akatendeka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 4:10; Zva 12:7, 8
  • +1VaK 10:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Musazvisunga Mumene Pajoko Navasingatendi

    w89 11/1 pp. 18-22

2 VaKorinde 6:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 10:14
  • +1VaK 3:16
  • +Eks 29:45
  • +Re 26:11, 12; Eze 37:27

2 VaKorinde 6:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 52:11; Jer 51:45; Zva 18:4
  • +Eze 20:41; 2VaK 7:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anoda Vanhu Vakachena

    lvs chits. 8 ndim. 21

    Siyana Zvachose Nokunamata Kwenhema!

    w06 3/15 pp. 27-31

    Guta Guru Rinoparadzanywa

    re chits. 36 ndim. 26

    Kubuda Murudzidziso Rwenhema

    w91 12/1 pp. 12-13

2 VaKorinde 6:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:14
  • +Isa 43:6; Ho 1:10; Joh 1:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anoda Vanhu Vakachena

    lvs chits. 8 ndim. 21

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 VaK. 6:12VaK 5:20
2 VaK. 6:1VaR 2:4
2 VaK. 6:2Isa 49:8
2 VaK. 6:31VaK 9:22
2 VaK. 6:42VaK 4:1, 2
2 VaK. 6:42VaK 11:23
2 VaK. 6:5Zva 2:10
2 VaK. 6:52VaK 11:25, 27
2 VaK. 6:6VaK 3:13; 1VaT 5:14
2 VaK. 6:6VaE 4:32
2 VaK. 6:6VaR 12:9
2 VaK. 6:71VaK 2:4, 5
2 VaK. 6:72VaK 10:4; VaE 6:11
2 VaK. 6:92VaK 4:10, 11
2 VaK. 6:9Mab 14:19; 2VaK 4:8, 9
2 VaK. 6:10VaF 4:13; Zva 2:9
2 VaK. 6:122VaK 12:15
2 VaK. 6:131Pe 2:17; 1Jo 4:20
2 VaK. 6:14Eks 23:32, 33; Dhe 7:3, 4; 1Mad 11:4; 1VaK 7:39
2 VaK. 6:14Jak 4:4
2 VaK. 6:14VaE 5:7, 8
2 VaK. 6:15Mt 4:10; Zva 12:7, 8
2 VaK. 6:151VaK 10:21
2 VaK. 6:161VaK 10:14
2 VaK. 6:161VaK 3:16
2 VaK. 6:16Eks 29:45
2 VaK. 6:16Re 26:11, 12; Eze 37:27
2 VaK. 6:17Isa 52:11; Jer 51:45; Zva 18:4
2 VaK. 6:17Eze 20:41; 2VaK 7:1
2 VaK. 6:182Sa 7:14
2 VaK. 6:18Isa 43:6; Ho 1:10; Joh 1:12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 VaKorinde 6:1-18

Tsamba Yechipiri kuvaKorinde

6 Sezvo tichishanda pamwe chete naye,+ tinokukurudziraiwo kuti murege kugamuchira nyasha dzaMwari motadza kunzwisisa chinangwa chadzo.+ 2 Nekuti iye anoti: “Ndakakunzwa panguva yakakodzera, uye ndakakubatsira pazuva reruponeso.”+ Onai! Ino ndiyo nguva yakanyatsokodzera. Onai! Rino ndiro zuva reruponeso.

3 Hatitomboiti zvinhu zvinogumbura vamwe, kuti ushumiri hwedu hurege kuwanirwa mhosva;+ 4 asi munzira dzese tinoratidza kuti tiri vashumiri vaMwari,+ nekutsungirira kwatinoita zvinhu zvizhinji, matambudziko, kushayiwa, kuomerwa,+ 5 kurohwa, kuiswa mujeri,+ mhirizhonga, kushanda zvakaoma, kutadza kurara usiku, kushaya zvekudya;+ 6 tinodarowo nekuva vakachena, nekuva neruzivo, mwoyo murefu,+ mutsa,+ mweya mutsvene, rudo rusina unyengeri,+ 7 nekutaura chokwadi, nesimba raMwari;+ nezvombo zvekururama+ muruoko rwerudyi* nerweruboshwe,* 8 nekukudzwa nekuzvidzwa, nemashoko akaipa nemashoko akanaka. Tinoonekwa sevanyengeri isu tichitaura chokwadi, 9 setisingazivikanwi asi tichizivikanwa, setiri kufa* asi onai! tiri vapenyu,+ setinorangwa asi tisingaendeswi kunourayiwa,+ 10 setakasuruvara asi tichigara tichifara, sevarombo asi tichipfumisa vakawanda, setisina chinhu asi tiine zvinhu zvese.+

11 Takavhura miromo yedu kuti titaure nemi imi vaKorinde, uye takanyatsozarura mwoyo yedu. 12 Hatisi kuomera nerudo rwedu kwamuri,+ asi imi ndimi muri kutoomera nerudo rwenyu kwatiri. 13 Saka ndinoti kwamuri, ndichiita sendiri kutaura nevana vangu, imiwo zarurai mwoyo yenyu.*+

14 Musasungwa zvisina kukodzera pajoko* nevasingatendi.+ Nekuti kururama kune ushamwari hwei nekusateerera mutemo?+ Kana kuti chiedza chingapindirana nerima pakudii?+ 15 Uyezve, Kristu anganzwanana sei naBheriari?*+ Kana kuti munhu anotenda* angapindirana nemunhu asingatendi pakudii?+ 16 Uye temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pakudii?+ Nekuti tiri temberi yaMwari mupenyu;+ sekutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nekufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+ 17 “‘Saka ibvai pakati pavo, muzviparadzanise,’ anodaro Jehovha,* ‘musabata chinhu chisina kuchena’”;+ “‘uye ini ndichakugamuchirai.’”+ 18 “‘Ndichava baba venyu,+ uye imi muchava vanakomana nevanasikana vangu,’+ anodaro Jehovha* Wemasimbaose.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe