RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaHebheru 4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaHebheru

      • Kutadza kupinda muzororo raMwari (1-10)

      • Kukurudzirwa kupinda muzororo raMwari (11-13)

        • Shoko raMwari ibenyu (12)

      • Jesu, mupristi mukuru anopfuura vamwe vese (14-16)

VaHebheru 4:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 3:12, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zororo raMwari Chii?

    w11 7/15 p. 27

    Wakapinda Muzororo raMwari Here?

    w98 7/15 p. 17

VaHebheru 4:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 4:23; Mab 15:7; VaK 1:23

VaHebheru 4:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 95:11; VaH 3:11
  • +Eks 31:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Wakapinda Muzororo raMwari Here?

    w98 7/15 p. 17 ndim. 12

VaHebheru 4:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:2, 3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Sabata

    rs pp. 328-329

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si p. 18

VaHebheru 4:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 95:11

VaHebheru 4:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:30; Dhe 31:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Wakapinda Muzororo raMwari Here?

    w98 7/15 p. 17 ndim. 13

VaHebheru 4:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 95:7, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Wakapinda Muzororo raMwari Here?

    w98 7/15 p. 17 ndim. 13

VaHebheru 4:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 24:13; Dhe 1:38

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zororo raMwari Chii?

    w11 7/15 p. 26 ndim. 12

    Wakapinda Muzororo raMwari Here?

    w98 7/15 p. 18 ndim. 14

VaHebheru 4:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mk 2:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zororo raMwari Chii?

    w11 7/15 p. 26 ndim. 12

    Sabata

    rs pp. 328-329

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w01 10/1 p. 30

    Mamwe Makwai Nesungano Itsva

    w98 2/1 p. 19 ndim. 5

    Wakapinda Muzororo raMwari Here?

    w98 7/15 p. 18 ndim. 14-15

VaHebheru 4:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:2, 3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zororo raMwari Chii?

    w11 7/15 p. 27 ndim. 14

    Sabata

    rs pp. 328-329

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa Tito, Firimoni, Uye VaHebheru

    w08 10/15 p. 32 ndim. 1

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w01 10/1 pp. 30-31

    Mamwe Makwai Nesungano Itsva

    w98 2/1 p. 19 ndim. 5

    Wakapinda Muzororo raMwari Here?

    w98 7/15 p. 18 ndim. 16

VaHebheru 4:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 95:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ita Zvese Zvaunogona Kuti Upinde Muzororo raMwari

    mwb19.08 p. 7

    Zororo raMwari Chii?

    w11 7/15 p. 25 ndim. 6

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w01 10/1 pp. 30-31

    Wakapinda Muzororo raMwari Here?

    w98 7/15 p. 18

VaHebheru 4:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti pneuʹma. Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Mweya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 23:29; 1VaT 2:13
  • +VaE 6:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    VaHebheru 4:12—“Shoko raMwari Ibenyu Uye Rine Simba”

    ijwbv nyaya 54

    “Jehovha . . . Ane Simba Guru”

    cl chits. 4 ndim. 11

    “Shoko raMwari” Rinoratidza Uchenjeri Hwake

    cl chits. 18 ndim. 17

    Chii Chichakubatsira Kuramba Uchidzidza Bhaibheri?

    lff chidzidzo 12 pfungwa 1

    Bhaibheri—Bhuku Rakabva Kuna Mwari

    bhs chits. 2 ndim. 18-19

    “Shoko raMwari . . . Rine Simba”

    w17.09 pp. 23-27

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w16.09 p. 13

    Ngwarira Zvinovavarirwa Nemwoyo

    w13 2/15 pp. 22-23

    Ngwarira Kushandisa Bhaibheri Sedumwa

    w12 12/15 p. 3

    Wakapinda Muzororo raMwari Here?

    w11 7/15 pp. 28-32

    Shandisa “Bakatwa Romudzimu” Nounyanzvi

    w10 2/15 pp. 10-11

    Shandai Nesimba Kuti Muve Vakuru—“zuva Guru raJehovha Rava Pedyo”

    w09 5/15 p. 10 ndim. 8

    Nei Bhaibheri Richibatsira Mazuva Ano?

    w09 6/1 p. 6

    Unoda Kuva Munhu Worudzii?

    w08 11/15 p. 4

    “Rambai Muchiedza Zvamuri”

    w05 7/15 p. 22 ndim. 6

    Bhaibheri—Bhuku Rinobva Kuna Mwari

    bh chits. 2

    ‘Bata Shoko raMwari Zvakarurama’

    w03 11/15 p. 11 ndim. 15-17

    Ramba Wakabatisisa Shoko raMwari

    wt chits. 3 ndim. 3

    “Shoko raMwari . . . Rine Simba”

    km 5/01 p. 1 ndim. 1

    Inzwa Zvinoda Kutaura Mudzimu

    w00 5/1 pp. 14-15 ndim. 6-7

    Wakapinda Muzororo raMwari Here?

    w98 7/15 pp. 18-19 ndim. 18-19

    “Shoko raMwari Ibenyu”

    gm chits. 13

    Zvokwadi yeBhaibheri “Inoshandisa Simba”

    w88 5/1 p. 7

    Kuremekedza Chiremera Kunodikanwa Nokuda Kwokurarama Kunorugare

    tp chits. 12 ndim. 24-25

VaHebheru 4:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 7:9; 90:8; Zvi 15:11
  • +Mab 17:31; VaR 2:16; 14:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Iva Munhu Akatendeseka Pazvinhu Zvese

    lff chidzidzo 36 pfungwa 1

    Ramba Wakasimba Souri Kuona Uyo Asingaoneki!

    w01 6/15 pp. 21-22

VaHebheru 4:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mk 1:11
  • +VaH 10:23

VaHebheru 4:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 53:4; VaH 2:17
  • +VaH 7:26; 1Pe 2:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nei Jehovha Akatipa Vapristi?

    w26.09 p. 24 ndim. 16

    Jesu Mupristi Wedu Mukuru Ane Tsitsi

    w25.11 pp. 16-21

    Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?

    lff chidzidzo 31 pfungwa 6

    Kusvika Pakuziva “Pfungwa dzaKristu”

    w00 2/15 p. 11 ndim. 7

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w95 6/1 pp. 30-31

VaHebheru 4:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 3:11, 12; VaH 10:19-22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuonga Mutsa Usina Kukodzera Kuwanwa waMwari

    w16.07 pp. 23-24 ndim. 12-13

    Kubetserwa Kwatingaitwa naJesu Kristu

    w00 3/15 pp. 7-8

    Simudzai Maoko Akavimbika Muchinyengetera

    w99 1/15 p. 16 ndim. 6

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w95 6/1 pp. 30-31

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaH. 4:1VaH 3:12, 13
VaH. 4:2Mt 4:23; Mab 15:7; VaK 1:23
VaH. 4:3Pis 95:11; VaH 3:11
VaH. 4:3Eks 31:17
VaH. 4:4Ge 2:2, 3
VaH. 4:5Pis 95:11
VaH. 4:6Nu 14:30; Dhe 31:27
VaH. 4:7Pis 95:7, 8
VaH. 4:8Eks 24:13; Dhe 1:38
VaH. 4:9Mk 2:28
VaH. 4:10Ge 2:2, 3
VaH. 4:11Pis 95:11
VaH. 4:12Jer 23:29; 1VaT 2:13
VaH. 4:12VaE 6:17
VaH. 4:13Pis 7:9; 90:8; Zvi 15:11
VaH. 4:13Mab 17:31; VaR 2:16; 14:12
VaH. 4:14Mk 1:11
VaH. 4:14VaH 10:23
VaH. 4:15Isa 53:4; VaH 2:17
VaH. 4:15VaH 7:26; 1Pe 2:22
VaH. 4:16VaE 3:11, 12; VaH 10:19-22
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaHebheru 4:1-16

Tsamba kuvaHebheru

4 Saka sezvo vimbiso yekuzopinda muzororo rake ichiripo, ngatingwarirei kuti mumwe wenyu asazoonekwa asina kukodzera.+ 2 Nekuti takaziviswawo mashoko akanaka,+ sezvavakaitwawo ivo; asi shoko ravakanzwa harina kuvabatsira, nekuti vakanga vasina kutenda sekwaiva nevaya vakateerera. 3 Nekuti isu takatenda tinopinda muzororo racho, sekutaura kwaakaita kuti: “Saka ndakapika ndakatsamwa ndichiti, ‘Havazopindi muzororo rangu,’”+ kunyange zvazvo mabasa ake akanga apera kubvira pakuvambwa kwenyika.+ 4 Nekuti akambotaura nezvezuva rechinomwe achiti: “Uye Mwari akazorora pazuva rechinomwe pamabasa ake ese,”+ 5 uye pano ari kuti zvakare: “Havazopindi muzororo rangu.”+

6 Saka sezvo zvasarira vamwe kuti vapinde mariri, uye sezvo vaya vakatanga kuparidzirwa mashoko akanaka vasina kuzopinda nemhaka yekusateerera,+ 7 iye anosarudzazve rimwe zuva nekutaura pashure penguva refu mupisarema raDhavhidhi achiti “Nhasi”; sekutaurwa kwamboitwa pamusoro apa kuti, “Nhasi kana mukateerera inzwi rake, musaomesa mwoyo yenyu.”+ 8 Nekuti kudai Joshua+ akanga avapinza munzvimbo yezororo, Mwari angadai asina kuzotaurazve nezverimwe zuva. 9 Saka zororo resabata richiriko kuvanhu vaMwari.+ 10 Nekuti munhu anenge apinda muzororo raMwari anenge azororawo pamabasa ake, sezvakaita Mwari pane ake.+

11 Saka ngatiitei zvese zvatinogona kuti tipinde muzororo iroro, kuti parege kuva nemunhu anowa otevedzera muenzaniso iwoyo wekusateerera.+ 12 Nekuti shoko raMwari ibenyu uye rine simba,+ rakapinza kupfuura bakatwa rinocheka nekwese+ uye rinobaya kusvika panoparadzana mweya* nemwoyo,* uye panosangana mapfupa nemwongo yawo, uye rinokwanisa kunzwisisa pfungwa dzemunhu uye zviri kudiwa nemwoyo wake. 13 Uye hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi kuti zvinhu zvese zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.+

14 Saka sezvo tiine mupristi mukuru anopfuura vamwe vese akapinda kumatenga, Jesu Mwanakomana waMwari,+ ngatirambei tichimuzivisa pachena.+ 15 Nekuti hatina mupristi mukuru asingagoni kutinzwira tsitsi pakusava nesimba kwedu,+ asi watiinaye akaedzwa pamamiriro ese ezvinhu sezvatakaitwawo, akaramba asina chivi.+ 16 Saka ngatiswederei kuchigaro cheumambo chenyasha tiine rusununguko rwekutaura,+ kuti tinzwirwe ngoni uye tiitirwe nyasha kuti dzitibatsire panguva yakakodzera.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe