VaGaratiya 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvino zvipikirwa zvakataurwa kuna Abrahamu+ uye kumwana*+ wake. Icho hachitauri chichiti: “Kuvana,” sokune vazhinji vakadaro, asi sokune mumwe chete,+ icho chinoti: “Kumwana wako,”+ uyo ari Kristu.+
16 Zvino zvipikirwa zvakataurwa kuna Abrahamu+ uye kumwana*+ wake. Icho hachitauri chichiti: “Kuvana,” sokune vazhinji vakadaro, asi sokune mumwe chete,+ icho chinoti: “Kumwana wako,”+ uyo ari Kristu.+