RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 20:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 “Usaponda.+

  • Numeri 35:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Maguta acho achava kwamuri kwokupotera pamutsivi weropa,+ kuti muurayi arege kufa kusvikira amira pamberi peungano kuti atongwe.+

  • Numeri 35:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 “‘Wose anouraya mweya anofanira kuurayiwa semhondi+ kana zvapupu zvichinge zvapupurira,+ asi chapupu chimwe chete hachingapupuriri mweya kuti iwo ufe.

  • Dheuteronomi 19:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Zvimwe, mutsivi+ weropa zvaaine shungu kwazvo mumwoyo, zvakuri kure angadzingirira muurayi wacho omubata; uye angauraya mweya wake, iye asingafaniri kutongerwa rufu,+ nokuti akanga agara asingamuvengi.

  • 2 Samueri 4:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 zvakadini kana varume vakaipa+ vaurayira murume akarurama mumba make ari pamubhedha wake? Zvino handifaniri kubvunza ropa rake mumaoko enyu here,+ uye handifaniri kukubvisai panyika here?”+

  • Mateu 24:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Panguva iyoyo chiratidzo choMwanakomana womunhu+ chichaoneka kudenga, uye ipapo madzinza ose epanyika achazvirova achichema,+ uye achaona Mwanakomana womunhu achiuya ari pamakore okudenga nesimba nokubwinya kukuru.+

  • Zvakazarurwa 21:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Asi kana dziri mbwende nevaya vasina kutenda+ nevanonyangadza mutsvina yavo+ nemhondi+ nezvifeve+ nevaya vanoita zvemidzimu nevanonamata zvidhori+ nevarevi venhema+ vose, mugove wavo uchava mugungwa rinopfuta moto+ nesarufa.+ Iri rinomirira rufu rwechipiri.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe