RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 22:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 “Usachengetedza muroyi wechikadzi ari mupenyu.+

  • Revhitiko 19:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 “‘Musatsaukira kumasvikiro,+ uye musabvunza vafemberi,+ kuti musvibiswe navo. Ndini Jehovha Mwari wenyu.

  • Dheuteronomi 18:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Pakati pako hapafaniri kuwanikwa munhu anopinza mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto,+ munhu anoshopera,+ anoita zvemashiripiti+ kana munhu anotenda mashura+ kana muroyi,+

  • 1 Samueri 28:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Sauro akazoti kuvashandi vake: “Nditsvakirei mukadzi anosvikirwa,+ uye ndichaenda kwaari ndomubvunza.” Vashandi vake vakabva vati kwaari: “Tarirai! Pane mukadzi anosvikirwa ari muEndori.”+

  • Zvakazarurwa 21:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Asi kana dziri mbwende nevaya vasina kutenda+ nevanonyangadza mutsvina yavo+ nemhondi+ nezvifeve+ nevaya vanoita zvemidzimu nevanonamata zvidhori+ nevarevi venhema+ vose, mugove wavo uchava mugungwa rinopfuta moto+ nesarufa.+ Iri rinomirira rufu rwechipiri.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe