Dheuteronomi 28:63 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 63 “Zvino Jehovha zvaakafara kwazvo kuti akuitirei zvakanaka nokuita kuti muwande,+ saizvozvo Jehovha achafara kwazvo kuti akuparadzei nokukutsakatisai;+ uye muchangobviswa panyika yamuri kuenda kunotora kuti ive yenyu.+ 1 Madzimambo 14:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Jehovha acharova Israeri, sokuvheya kunoita tsanga mumvura;+ uye achadzura+ vaIsraeri panyika ino yakanaka+ yaakapa madzitateguru avo, uye chokwadi achavaparadzira+ mhiri kwoRwizi,+ nokuti vakagadzira matanda avo matsvene,+ vakagumbura+ Jehovha. 2 Madzimambo 17:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Naizvozvo Jehovha akatsamwira+ vaIsraeri kwazvo, zvokuti akavabvisa pamberi pake.+ Haana kana waakasiya kunze kwedzinza raJudha chete.+ Pisarema 52:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mwari achakuputsawo nokusingaperi;+Achakuwisira pasi okubvisa patende rako,+Achakudzura munyika yevapenyu.+ Sera. Ruka 21:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 vachaparadzwa nomuromo webakatwa uye vachaendeswa kumarudzi ose vari nhapwa;+ uye Jerusarema richatsikwa-tsikwa nemamwe marudzi, kusvikira nguva dzakatarwa+ dzemamwe marudzi dzakwana.
63 “Zvino Jehovha zvaakafara kwazvo kuti akuitirei zvakanaka nokuita kuti muwande,+ saizvozvo Jehovha achafara kwazvo kuti akuparadzei nokukutsakatisai;+ uye muchangobviswa panyika yamuri kuenda kunotora kuti ive yenyu.+
15 Jehovha acharova Israeri, sokuvheya kunoita tsanga mumvura;+ uye achadzura+ vaIsraeri panyika ino yakanaka+ yaakapa madzitateguru avo, uye chokwadi achavaparadzira+ mhiri kwoRwizi,+ nokuti vakagadzira matanda avo matsvene,+ vakagumbura+ Jehovha.
18 Naizvozvo Jehovha akatsamwira+ vaIsraeri kwazvo, zvokuti akavabvisa pamberi pake.+ Haana kana waakasiya kunze kwedzinza raJudha chete.+
5 Mwari achakuputsawo nokusingaperi;+Achakuwisira pasi okubvisa patende rako,+Achakudzura munyika yevapenyu.+ Sera.
24 vachaparadzwa nomuromo webakatwa uye vachaendeswa kumarudzi ose vari nhapwa;+ uye Jerusarema richatsikwa-tsikwa nemamwe marudzi, kusvikira nguva dzakatarwa+ dzemamwe marudzi dzakwana.