RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 31:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Zvino kana matambudziko mazhinji nenhamo zvikavawira,+ rwiyo urwu ruchavapindura sechapupu, nokuti harufaniri kukanganwika mumiromo yevana vavo, nokuti ndinonyatsoziva mafungiro avo+ avari kutanga kuita nhasi ndisati ndavapinza munyika yandakapika nezvayo.”

  • Dheuteronomi 32:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Ndichawedzera matambudziko pavari;+

      Ndichapedzera miseve yangu pavari.+

  • Nehemiya 9:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Nokuda kwaizvozvi makavaisa muruoko rwevavengi vavo,+ avo vakaramba vachivatambudza;+ asi munguva yokutambudzika kwavo vaichema kwamuri,+ imi maivanzwa muri kumatenga chaiko;+ uye maererano nengoni dzenyu zhinji+ maivapa vaponesi+ vaivaponesa paruoko rwevavengi vavo.+

  • Zvirevo 1:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 pachasvika zvamunotya sezvinoita dutu, panosvika njodzi yenyu pano sezvinoita dutu,+ pamunosvikirwa nokutambudzika nenguva dzakaoma.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe