RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 8:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Zvino Jehovha akanzwa kunhuhwirira kwakanaka,+ naizvozvo Jehovha akati mumwoyo make:+ “Handichazotukizve nyika+ nemhosva yomunhu, nokuti zvinodiwa+ nomwoyo womunhu zvakaipa kubvira achiri muduku;+ uye handichazoparadzizve zvinhu zvose zvipenyu sezvandakaita.+

  • Eksodho 16:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Jehovha akabva ati kuna Mosesi: “Tarirai ndiri kukunayisirai chingwa chinobva kumatenga;+ vanhu ngavabude zuva rimwe nerimwe, mumwe nomumwe anhonge chitsama chake chaanokwana,+ kuti ndivaedze kana vachizofamba mumutemo wangu kana kuti kwete.+

  • 1 Makoronike 28:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 “Zvino iwe, mwanakomana wangu Soromoni, ziva+ Mwari wababa vako, umushumire+ nomwoyo wakakwana+ uye nomweya unofara;+ nokuti Jehovha anoongorora mwoyo yose,+ uye anonzwisisa zvose zvinodiwa nepfungwa.+ Kana ukamutsvaka, achaita kuti umuwane;+ asi kana ukamusiya,+ achakurasa nokusingaperi.+

  • Pisarema 139:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  2 Munoziva kugara kwangu pasi nokusimuka kwangu.+

      Makanzwisisa kufunga kwangu muri kure.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe