RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 7:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Paiva norukova rwomoto rwaiyerera ruchibuda pamberi pake.+ Paiva nezviuru zvine chiuru zvairamba zvichimushumira,+ uye zviuru gumi zvakapetwa kane zviuru gumi zvairamba zvimire pamberi pake chaipo.+ Kutonga+ kwakatanga, mabhuku akavhurwa.

  • VaGaratiya 3:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Saka, nei Mutemo wakavapo? Wakawedzerwa kuti kudarika kuiswe pachena,+ kusvikira mwana achisvika,+ uyo akanga aitirwa chipikirwa chacho; uye mutemo wacho wakapiwa nokungirozi+ pachishandiswa ruoko rwomurevereri.+

  • Judha 14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Chokwadi, Inoki,+ wechinomwe mumutsara kubva kuna Adhamu, akaprofitawo pamusoro pavo, paakati: “Tarirai! Jehovha akauya nemakumi ake ezviuru zvengirozi tsvene,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe