Dheuteronomi 4:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Asi imi ndimi makatorwa naJehovha kuti akubudisei muvira resimbi,+ muIjipiti, kuti muve rudzi rwake pachake+ sezvazvakaita nhasi. 1 Madzimambo 8:51 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 51 (nokuti ivo vanhu venyu nenhaka yenyu,+ vamakabudisa muIjipiti,+ muvira resimbi),+ Nehemiya 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ivo vashumiri venyu+ nevanhu venyu,+ vamakadzikinura nesimba renyu guru+ uye noruoko rwenyu rune simba.+ Pisarema 74:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Yeukai ungano yenyu yamakawana kare kare,+Dzinza ramakadzikinura kuti rive nhaka yenyu,+Iri Gomo reZiyoni ramakagara mariri.+ Pisarema 95:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nokuti iye ndiye Mwari wedu, uye isu tiri vanhu vemafuro ake nemakwai oruoko rwake.+Nhasi kana mukateerera inzwi rake,+ Pisarema 100:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zivai kuti Jehovha ndiMwari.+Ndiye akatisika, kwete isu pachedu.+Isu tiri vanhu vake nemakwai emafuro ake.+
20 Asi imi ndimi makatorwa naJehovha kuti akubudisei muvira resimbi,+ muIjipiti, kuti muve rudzi rwake pachake+ sezvazvakaita nhasi.
10 Ivo vashumiri venyu+ nevanhu venyu,+ vamakadzikinura nesimba renyu guru+ uye noruoko rwenyu rune simba.+
2 Yeukai ungano yenyu yamakawana kare kare,+Dzinza ramakadzikinura kuti rive nhaka yenyu,+Iri Gomo reZiyoni ramakagara mariri.+
7 Nokuti iye ndiye Mwari wedu, uye isu tiri vanhu vemafuro ake nemakwai oruoko rwake.+Nhasi kana mukateerera inzwi rake,+ Pisarema 100:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zivai kuti Jehovha ndiMwari.+Ndiye akatisika, kwete isu pachedu.+Isu tiri vanhu vake nemakwai emafuro ake.+
3 Zivai kuti Jehovha ndiMwari.+Ndiye akatisika, kwete isu pachedu.+Isu tiri vanhu vake nemakwai emafuro ake.+