RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 4:35
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 35 Iwe—wakaratidzwa, kuti uzive kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi;+ hakuna mumwe kunze kwake.+

  • Isaya 45:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Ndini Jehovha, uye hakuna mumwezve.+ Kunze kwangu hakuna mumwe Mwari.+ Ndichanyatsokusunga, kunyange usina kundiziva,

  • 1 VaKorinde 8:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe