Eksodho 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Mwari akati kuna Mosesi: “NDICHAVA IYE WANDICHAVA.”+ Akatizve: “Uti kuvanakomana vaIsraeri, ‘NDICHAVA ndiye andituma kwamuri.’”+ Eksodho 6:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndichakutorai kuti muve rudzi rwangu,+ ndichava Mwari wenyu;+ uye muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu ari kukubvisai pamitoro yeIjipiti.+ 1 Madzimambo 18:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Ndipindurei, haiwa, Jehovha, ndipindurei, kuti vanhu ava vazive kuti imi, Jehovha,+ ndimi Mwari wechokwadi uye kuti ndimi makadzosa mwoyo yavo.”+ 2 Madzimambo 19:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Asi zvino, haiwa Jehovha Mwari wedu,+ tapota, tiponesei+ paruoko rwake, kuti umambo hwose hwenyika huzive kuti imi, haiwa Jehovha, ndimi Mwari moga.”+ Pisarema 83:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kuti vanhu vazive+ kuti imi, mune zita rokuti Jehovha,+Imi moga ndimi Wokumusorosoro+ kumusoro kwenyika yose.+
14 Mwari akati kuna Mosesi: “NDICHAVA IYE WANDICHAVA.”+ Akatizve: “Uti kuvanakomana vaIsraeri, ‘NDICHAVA ndiye andituma kwamuri.’”+
7 Ndichakutorai kuti muve rudzi rwangu,+ ndichava Mwari wenyu;+ uye muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu ari kukubvisai pamitoro yeIjipiti.+
37 Ndipindurei, haiwa, Jehovha, ndipindurei, kuti vanhu ava vazive kuti imi, Jehovha,+ ndimi Mwari wechokwadi uye kuti ndimi makadzosa mwoyo yavo.”+
19 Asi zvino, haiwa Jehovha Mwari wedu,+ tapota, tiponesei+ paruoko rwake, kuti umambo hwose hwenyika huzive kuti imi, haiwa Jehovha, ndimi Mwari moga.”+
18 Kuti vanhu vazive+ kuti imi, mune zita rokuti Jehovha,+Imi moga ndimi Wokumusorosoro+ kumusoro kwenyika yose.+