Dheuteronomi 4:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Unonyatsoziva nhasi, uye unofanira kuyeuka nomwoyo wako kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi kumatenga ari kumusoro nepanyika iri pasi.+ Hakuna mumwe.+ Dheuteronomi 32:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Onai zvino kuti ini—ndini iye+Hakuna vamwe vanamwari vari pamwe chete neni.+Ndinouraya, uye ndinoraramisa.+Ndakakuvadza kwazvo,+ uye ini—ndichaporesa,+Uye hakuna angabvuta muruoko rwangu.+ 1 VaKorinde 8:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+
39 Unonyatsoziva nhasi, uye unofanira kuyeuka nomwoyo wako kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi kumatenga ari kumusoro nepanyika iri pasi.+ Hakuna mumwe.+
39 Onai zvino kuti ini—ndini iye+Hakuna vamwe vanamwari vari pamwe chete neni.+Ndinouraya, uye ndinoraramisa.+Ndakakuvadza kwazvo,+ uye ini—ndichaporesa,+Uye hakuna angabvuta muruoko rwangu.+
4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+