RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 28:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 nepurani yezvinhu zvose yaakanga apiwa achiita zvokufuridzirwa+ yezvivanze+ zveimba yaJehovha neyedzimba dzose dzokudyira+ dzaiva kumativi ose, yedzimba dzokuchengetera pfuma yeimba yaMwari wechokwadi uye dzepfuma yezvinhu zvakaitwa zvitsvene;+

  • 1 Makoronike 29:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Ipai mwanakomana wangu Soromoni mwoyo wakakwana+ kuti achengete mirayiro yenyu,+ zvipupuriro zvenyu+ nemirau yenyu,+ kuti aite zvose, uye avake chivako chikuru+ chandakagadzirira.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe