RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 24:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Akazotora bhuku resungano,+ akariverenga vanhu vachinzwa.+ Ivo vakabva vati: “Tinoda kuita, uye kuteerera zvose zvataurwa naJehovha.”+

  • Dheuteronomi 4:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Akakuudzai sungano+ yake, yaakakurayirai kuti muite—iwo Mashoko Gumi,+ achibva azoanyora pamahwendefa maviri ematombo.+

  • Dheuteronomi 9:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Pandakakwira mugomo kunogamuchira mahwendefa ematombo,+ mahwendefa esungano iyo Jehovha akanga aita nemi,+ ndikaramba ndichigara mugomo kwemazuva makumi mana nousiku makumi mana,+ (handina kudya zvokudya kana kunwa mvura,)

  • 1 Madzimambo 8:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 MuAreka macho makanga musina chinhu kunze kwemahwendefa+ maviri ematombo akanga aiswa+ imomo naMosesi kuHorebhi, Jehovha paakanga aita sungano+ nevanakomana vaIsraeri pavaibuda munyika yeIjipiti.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe