RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 80:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 80 Haiwa imi Mufudzi waIsraeri, teererai,+

      Imi muri kutungamirira Josefa sezvinoitwa boka rezvipfuwo.+

      Haiwa imi makagara pamakerubhi,+ penyai.+

  • Isaya 37:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 “Haiwa Jehovha wemauto, Mwari waIsraeri,+ agere pamusoro pemakerubhi, imi moga ndimi Mwari wechokwadi paumambo hwose hwenyika.+ Ndimi makaita matenga nenyika.+

  • VaHebheru 9:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 asi pamusoro payo paiva nemakerubhi aibwinya+ akanga akadzikatidza chifukidziro chokuyananisa.+ Asi ino haisi nguva yokutaura zvose pamusoro pezvinhu izvi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe