RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 4:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 “Kana mukatsvaka Jehovha Mwari wenyu muri ikoko, muchamuwana,+ nokuti muchamutsvaka nemwoyo yenyu yose uye nemweya yenyu yose.+

  • Vatongi 10:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Asi vanakomana vaIsraeri vakati kuna Jehovha: “Takatadza.+ Imi tiitirei chero chinhu chipi zvacho chakanaka pamberi penyu.+ Tapota, chingotinunuraiwo nhasi.”+

  • 1 Samueri 7:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Samueri akati kuimba yose yaIsraeri: “Kana muchidzoka kuna Jehovha nemwoyo yenyu yose,+ bvisai vanamwari vokune dzimwe nyika pakati penyu+ uyewo mifananidzo yaAshtoreti,+ muise mwoyo yenyu kuna Jehovha musingatsauki, mushumire iye oga,+ uye achakununurai paruoko rwevaFiristiya.”+

  • Jeremiya 29:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 “‘Muchanditsvaka, mondiwana,+ nokuti muchanditsvaka nemwoyo yenyu yose.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe