Eksodho 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+ Eksodho 24:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Akazotora bhuku resungano,+ akariverenga vanhu vachinzwa.+ Ivo vakabva vati: “Tinoda kuita, uye kuteerera zvose zvataurwa naJehovha.”+ Dheuteronomi 29:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Aya ndiwo mashoko esungano yakarayirwa Mosesi naJehovha kuti aite nevanakomana vaIsraeri munyika yeMoabhi, tisingabatanidzi sungano yaakanga aita navo kuHorebhi.+ 2 Makoronike 6:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 kuti ndiise Areka+ imomo mune sungano yaJehovha yaakaita nevanakomana vaIsraeri.”+ Jeremiya 31:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 isina kuita sesungano yandakaita nemadzitateguru avo pazuva randakabata maoko avo kuti ndivabudise munyika yeIjipiti,+ ‘sungano yangu yavakaputsa,+ kunyange zvazvo ini ndakanga ndiri murume wavo,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha.”
5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+
7 Akazotora bhuku resungano,+ akariverenga vanhu vachinzwa.+ Ivo vakabva vati: “Tinoda kuita, uye kuteerera zvose zvataurwa naJehovha.”+
29 Aya ndiwo mashoko esungano yakarayirwa Mosesi naJehovha kuti aite nevanakomana vaIsraeri munyika yeMoabhi, tisingabatanidzi sungano yaakanga aita navo kuHorebhi.+
32 isina kuita sesungano yandakaita nemadzitateguru avo pazuva randakabata maoko avo kuti ndivabudise munyika yeIjipiti,+ ‘sungano yangu yavakaputsa,+ kunyange zvazvo ini ndakanga ndiri murume wavo,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha.”