1 Madzimambo 8:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 “Asi chokwadi Mwari angagara panyika here?+ Tarirai! Hamungakwani+ mumatenga,+ iko kumatengatenga;+ zvino, zvakadini neimba+ ino yandavaka! Isaya 66:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 66 Zvanzi naJehovha: “Matenga ndiwo chigaro changu choumambo+ uye nyika ndicho chitsiko chetsoka dzangu.+ Saka, imba yamungandivakira iri kupi,+ uye nzvimbo yangu yokuzororera iri kupi?”+
27 “Asi chokwadi Mwari angagara panyika here?+ Tarirai! Hamungakwani+ mumatenga,+ iko kumatengatenga;+ zvino, zvakadini neimba+ ino yandavaka!
66 Zvanzi naJehovha: “Matenga ndiwo chigaro changu choumambo+ uye nyika ndicho chitsiko chetsoka dzangu.+ Saka, imba yamungandivakira iri kupi,+ uye nzvimbo yangu yokuzororera iri kupi?”+