-
2 Makoronike 13:11Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
11 Vari kuita kuti utsi hwezvinopiwa zvinopiswa hupfungairire kuna Jehovha mangwanani oga oga nemanheru oga oga+ pamwe chete nerusenzi inonhuhwirira;+ uye zvingwa zvakaturikidzana zviri patafura yendarama chaiyo,+ uye pane chigadziko chemarambi chendarama+ nemarambi acho okuti avhenekere manheru oga oga;+ nokuti isu tiri kuchengeta zvatinosungirwa kuti tiite+ naJehovha Mwari wedu, asi imi makamusiya.+
-