Dheuteronomi 32:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Munhu mumwe angadzingirira sei vanhu chiuru,Uye vaviri vangaita sei kuti vanhu zviuru gumi vatize?+Kunze kwokunge Dombo ravo ravatengesa+Uye Jehovha avaisa mumaoko avo. Pisarema 18:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Jehovha ndiye ibwe rangu nenhare yangu noMupukunyutsi wangu.+Mwari wangu ndiye dombo rangu. Ndichapotera kwaari,+Ndiye nhoo yangu nenyanga yangu yoruponeso, nzvimbo yangu yakakwirira yakachengeteka.+ Zvirevo 18:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zita raJehovha inhare yakasimba.+ Munhu akarurama anomhanyira mariri odzivirirwa.+
30 Munhu mumwe angadzingirira sei vanhu chiuru,Uye vaviri vangaita sei kuti vanhu zviuru gumi vatize?+Kunze kwokunge Dombo ravo ravatengesa+Uye Jehovha avaisa mumaoko avo.
2 Jehovha ndiye ibwe rangu nenhare yangu noMupukunyutsi wangu.+Mwari wangu ndiye dombo rangu. Ndichapotera kwaari,+Ndiye nhoo yangu nenyanga yangu yoruponeso, nzvimbo yangu yakakwirira yakachengeteka.+