RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 10:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Haiwa Jehovha, muchanzwa zvinodiwa nevanyoro.+

      Muchagadzirira mwoyo yavo.+

      Muchateerera nenzeve yenyu,+

  • Pisarema 50:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Ndishevedze pazuva rokutambudzika.+

      Ndichakununura, uye iwe uchandikudza.”+

  • VaRoma 10:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Nokuti “munhu wose anodana zita raJehovha achaponeswa.”+

  • VaHebheru 5:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Pamazuva aakanga ari munyama, Kristu aiteterera uyewo aikumbira+ Iye aikwanisa kumuponesa parufu, achichema kwazvo+ uye achisvimha misodzi, uye akanzwiwa nokuda kwokutya kwake Mwari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe