Pisarema 8:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Haiwa Jehovha Ishe wedu, zita renyu iguru sei panyika pose,+Imi mune kukudzwa kunorondedzerwa kumusoro kwematenga!+ Pisarema 76:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Makafukidzwa nechiedza, mune ukuru hunopfuura makomo emhuka dzokubata.+ Isaya 33:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Asi ikoko Jehovha, iye Mukuru,+ achava nzvimbo ine nzizi+ nemigero yakafara kwatiri. Hapana boka remagwa anokwasviwa richafamba napo, uye hapana ngarava huru ichapfuura napo. VaHebheru 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Iye ndiye kuratidzwa kwokubwinya kwaMwari+ nomufananidzo wake chaiwo,+ uye iye anotsigira zvinhu zvose neshoko rake rine simba;+ uye pashure pokunge anatsa zvivi+ zvedu akagara kuruoko rworudyi+ rwaChangamire munzvimbo dzakakwirira.+ VaHebheru 8:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino pazvinhu zviri kutaurwa, shoko guru ndeiri: Tine mupristi mukuru+ akaita souyu, uye akagara kurudyi rwechigaro choumambo chaChangamire kumatenga,+
8 Haiwa Jehovha Ishe wedu, zita renyu iguru sei panyika pose,+Imi mune kukudzwa kunorondedzerwa kumusoro kwematenga!+
21 Asi ikoko Jehovha, iye Mukuru,+ achava nzvimbo ine nzizi+ nemigero yakafara kwatiri. Hapana boka remagwa anokwasviwa richafamba napo, uye hapana ngarava huru ichapfuura napo.
3 Iye ndiye kuratidzwa kwokubwinya kwaMwari+ nomufananidzo wake chaiwo,+ uye iye anotsigira zvinhu zvose neshoko rake rine simba;+ uye pashure pokunge anatsa zvivi+ zvedu akagara kuruoko rworudyi+ rwaChangamire munzvimbo dzakakwirira.+
8 Zvino pazvinhu zviri kutaurwa, shoko guru ndeiri: Tine mupristi mukuru+ akaita souyu, uye akagara kurudyi rwechigaro choumambo chaChangamire kumatenga,+