-
Dhanieri 9:24Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
24 “Kune vhiki dzine makumi manomwe dzakasarudzirwa vanhu vako+ neguta rako dzvene,+ kuti kudarika kugumiswe,+ kuti chivi chipedzwe zvachose,+ kuti kukanganisa kuyananisirwe,+ kuti kururama kuunzwe nokusingagumi,+ kuti zvakaratidzwa nomuprofita zviiswe chisimbiso,+ uye kuti Nzvimbo Tsvenetsvene izodzwe.+
-