Hagai 2:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “Iti kuna Zerubhabheri gavhuna waJudha,+ ‘Ndichazunungusa matenga nenyika.+ Zvakazarurwa 12:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo dhiragoni+ huru yakakandwa pasi, nyoka yepakutanga,+ iyo inonzi Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ari kutsausa nyika yose inogarwa;+ akakandwa panyika,+ uye ngirozi dzake dzakakandwa pasi pamwe chete naye.
9 Naizvozvo dhiragoni+ huru yakakandwa pasi, nyoka yepakutanga,+ iyo inonzi Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ari kutsausa nyika yose inogarwa;+ akakandwa panyika,+ uye ngirozi dzake dzakakandwa pasi pamwe chete naye.