Pisarema 18:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Utsi hwakakwira huchibva mumhino dzake, moto waibva mumuromo make wakaramba uchiparadza;+Mazimbe akapfuta achibva kwaari. Pisarema 50:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Mwari wedu achauya uye haagoni kuramba akanyarara.+Moto unoparadza uri pamberi pake,+Uye kumativi ake ose kwava nedutu guru rakanyanya.+ Dhanieri 7:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Paiva norukova rwomoto rwaiyerera ruchibuda pamberi pake.+ Paiva nezviuru zvine chiuru zvairamba zvichimushumira,+ uye zviuru gumi zvakapetwa kane zviuru gumi zvairamba zvimire pamberi pake chaipo.+ Kutonga+ kwakatanga, mabhuku akavhurwa. Nahumi 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndiani angamira pamberi pokutsamwa kwake?+ Ndiani angasimuka kuti arwise hasha dzake huru?+ Hasha dzake dzichadururwa somoto,+ uye matombo achawira pasi nokuda kwake. Habhakuki 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Denda rakaramba richienda riri mberi kwake,+ uye fivha huru yaibuda patsoka dzake.+ VaHebheru 12:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Nokuti Mwari wedu moto unoparadza.+
8 Utsi hwakakwira huchibva mumhino dzake, moto waibva mumuromo make wakaramba uchiparadza;+Mazimbe akapfuta achibva kwaari.
3 Mwari wedu achauya uye haagoni kuramba akanyarara.+Moto unoparadza uri pamberi pake,+Uye kumativi ake ose kwava nedutu guru rakanyanya.+
10 Paiva norukova rwomoto rwaiyerera ruchibuda pamberi pake.+ Paiva nezviuru zvine chiuru zvairamba zvichimushumira,+ uye zviuru gumi zvakapetwa kane zviuru gumi zvairamba zvimire pamberi pake chaipo.+ Kutonga+ kwakatanga, mabhuku akavhurwa.
6 Ndiani angamira pamberi pokutsamwa kwake?+ Ndiani angasimuka kuti arwise hasha dzake huru?+ Hasha dzake dzichadururwa somoto,+ uye matombo achawira pasi nokuda kwake.