Jobho 33:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Iye akadzikinura mweya wangu kuti urege kuburukira mugomba,+Uye upenyu hwangu huchaona chiedza.’ Pisarema 30:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Haiwa Jehovha, makabudisa mweya wangu muSheori;+Makaita kuti ndirambe ndiri mupenyu, kuti ndirege kuenda kugomba.+ Pisarema 49:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvisinei, Mwari achadzikinura mweya wangu paruoko rweSheori,+Nokuti achandigamuchira. Sera. Pisarema 56:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti makanunura mweya wangu parufu+—Hamuna kununura tsoka dzangu kuti dzirege kugumburwa here?+—Kuti ndifambe-fambe pamberi paMwari muchiedza chevapenyu.+ Pisarema 103:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Anonunura upenyu hwako mugomba,+Anokupfekedza korona yomutsa worudo nengoni,+
3 Haiwa Jehovha, makabudisa mweya wangu muSheori;+Makaita kuti ndirambe ndiri mupenyu, kuti ndirege kuenda kugomba.+
13 Nokuti makanunura mweya wangu parufu+—Hamuna kununura tsoka dzangu kuti dzirege kugumburwa here?+—Kuti ndifambe-fambe pamberi paMwari muchiedza chevapenyu.+