Pisarema 19:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Mutemo+ waJehovha wakakwana,+ unodzosa mweya.+Chiyeuchidzo+ chaJehovha chakavimbika,+ chinochenjedza asina zivo.+ Pisarema 119:157 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 157 Vanonditambudza uye mhandu dzangu vazhinji.+Asi handina kutsauka pazviyeuchidzo zvenyu.+
7 Mutemo+ waJehovha wakakwana,+ unodzosa mweya.+Chiyeuchidzo+ chaJehovha chakavimbika,+ chinochenjedza asina zivo.+