RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 22:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Kana ari Mwari wechokwadi, nzira yake yakakwana;+

      Shoko raJehovha rakanatswa.+

      Iye inhoo kuna vose vanopotera kwaari.+

  • Pisarema 12:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  6 Mashoko aJehovha mashoko akachena,+

      Sesirivha yakanatswa muvira rokunyungudutsira repanyika, yakacheneswa kanomwe.

  • Pisarema 18:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Kana ari Mwari wechokwadi, nzira yake yakakwana;+

      Shoko raJehovha rakanatswa.+

      Iye inhoo kuna vose vanopotera kwaari.+

  • Pisarema 119:160
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 160 Zviri mushoko renyu ichokwadi,+

      Uye zvakarurama zvenyu zvose zvamakatonga zvinogara nokusingagumi.+

  • Zvirevo 30:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Mashoko ose aMwari akanatswa.+ Iye inhoo kune vaya vanopotera kwaari.+

  • Johani 17:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Vatsvenesei+ nechokwadi; shoko+ renyu ichokwadi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe