RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 3:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Haiwa Jehovha, simukai!+ Ndiponesei,+ haiwa Mwari wangu!+

      Nokuti mucharova vavengi vangu vose pashaya dzavo.+

      Muchagura mazino evakaipa.+

  • Mako 11:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Zvino vaya vakanga vachifamba vari mberi nevakanga vachitevera mushure vakaramba vachishevedzera vachiti: “Tapota, ponesai!+ Akakomborerwa iye anouya muzita raJehovha!+

  • Zvakazarurwa 7:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Vanoramba vachishevedzera nenzwi guru, vachiti: “Tinowana ruponeso kuna Mwari wedu,+ agere pachigaro choumambo,+ uye kuGwayana.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe