RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 118:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Ngaakomborerwe Iye anouya nomuzita raJehovha;+

      Takakukomborerai tiri mumba maJehovha.+

  • Mateu 21:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Kana ari mapoka evanhu, vaya vaifamba mberi kwake nevaya vaimutevera vakaramba vachishevedzera kuti: “Tapota, ponesai,+ Mwanakomana waDhavhidhi!+ Akakomborerwa iye anouya muzita raJehovha!+ Tapota, muponesei, muri kumusorosoro!”+

  • Ruka 19:38
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 38 vachiti: “Akakomborerwa Iye anouya saMambo muzita raJehovha!+ Kudenga ngakuve norugare, uye kubwinya kunzvimbo dzokumusorosoro!”+

  • Johani 12:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 vakatora mapazi emichindwe,+ vakabuda kunomuchingura. Zvino vakatanga kushevedzera+ vachiti: “Tapota, ponesai!+ Akakomborerwa iye anouya muzita raJehovha,+ iye mambo+ waIsraeri!”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe