1 Makoronike 29:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Ipai mwanakomana wangu Soromoni mwoyo wakakwana+ kuti achengete mirayiro yenyu,+ zvipupuriro zvenyu+ nemirau yenyu,+ kuti aite zvose, uye avake chivako chikuru+ chandakagadzirira.”+ Pisarema 25:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Makwara ose aJehovha mutsa worudo nechokwadiKune vaya vanochengeta sungano+ yake nezviyeuchidzo zvake.+
19 Ipai mwanakomana wangu Soromoni mwoyo wakakwana+ kuti achengete mirayiro yenyu,+ zvipupuriro zvenyu+ nemirau yenyu,+ kuti aite zvose, uye avake chivako chikuru+ chandakagadzirira.”+
10 Makwara ose aJehovha mutsa worudo nechokwadiKune vaya vanochengeta sungano+ yake nezviyeuchidzo zvake.+