RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 3:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Uchadya zvokudya zveziya rechiso chako kusvikira wadzokera kuvhu, nokuti wakatorwa kwariri.+ Zvauri guruva uchadzokera kuguruva.”+

  • Jobho 14:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 “Munhu, akaberekwa nomukadzi,+

      Anorarama kwenguva pfupi+ uye akamomoterwa nezvinhu zvinonetsa.+

  • Pisarema 49:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Kunyange zvazvo munhu wepanyika achikudzwa, iye ari munhu asinganzwisisi,+

      Chokwadi akafanana nemhuka dzakaparadzwa.+

  • Pisarema 73:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Ndakanga ndisingafungi uye ndaisagona kuziva;+

      Ndakaita semhukawo zvadzo kwamuri.+

  • 2 Petro 2:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Asi vanhu ava, semhuka dzisingafungi dzakangoberekerwa kubatwa uye kuparadzwa, vachaparadzirwa zvinhu zvavasingazivi uye zvavanoshora,+ pavanenge vachiita zvinhu zvinoita kuti vaparadzwe,

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe