Genesisi 47:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo Jakobho akati kuna Farao: “Mazuva emakore okugara kwangu ndiri mutorwa makore zana nemakumi matatu.+ Mazuva emakore oupenyu hwangu akava mashoma neanotambudza,+ haana kusvika pamazuva emakore oupenyu hwemadzibaba angu pamazuva okugara kwavo vari vatorwa.”+ Jobho 14:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Munhu, akaberekwa nomukadzi,+Anorarama kwenguva pfupi+ uye akamomoterwa nezvinhu zvinonetsa.+ Pisarema 90:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Mazuva emakore edu makore makumi manomwe;+Asi kana tiine simba kwazvo, makore makumi masere,+Asi anoramba achiunza kunetseka nezvinhu zvinokuvadza;+Nokuti achakurumidza kupfuura, tobhururuka, toenda.+
9 Naizvozvo Jakobho akati kuna Farao: “Mazuva emakore okugara kwangu ndiri mutorwa makore zana nemakumi matatu.+ Mazuva emakore oupenyu hwangu akava mashoma neanotambudza,+ haana kusvika pamazuva emakore oupenyu hwemadzibaba angu pamazuva okugara kwavo vari vatorwa.”+
10 Mazuva emakore edu makore makumi manomwe;+Asi kana tiine simba kwazvo, makore makumi masere,+Asi anoramba achiunza kunetseka nezvinhu zvinokuvadza;+Nokuti achakurumidza kupfuura, tobhururuka, toenda.+