Genesisi 17:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndichapa iwe nevana vako vanokutevera nyika yauri kugara uri mutorwa,+ iyo nyika yose yeKenani, kuti ive yako nokusingagumi; uye ndichava Mwari wavo.”+ Dheuteronomi 32:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Wokumusorosoro paakapa marudzi nhaka,+Paakaparadzanisa vanakomana vaAdhamu,+Akaisa muganhu wemarudzi+Nokuda kwokuwanda kwevanakomana vaIsraeri.+ Isaya 41:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndiani ave achishanda+ uye aita izvi, achishevedza zvizvarwa kubvira pakutanga?+ “Ndini, Jehovha, Wokutanga;+ uye ndini iye mumwe chete kune vokupedzisira.”+ Mabasa 17:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Akaita marudzi ose+ evanhu kubva pamunhu+ mumwe chete, kuti agare pamusoro penyika yose,+ uye akatema nguva dzakatarwa+ nemiganhu yakaiswa yokugara kwevanhu,+
8 Ndichapa iwe nevana vako vanokutevera nyika yauri kugara uri mutorwa,+ iyo nyika yose yeKenani, kuti ive yako nokusingagumi; uye ndichava Mwari wavo.”+
8 Wokumusorosoro paakapa marudzi nhaka,+Paakaparadzanisa vanakomana vaAdhamu,+Akaisa muganhu wemarudzi+Nokuda kwokuwanda kwevanakomana vaIsraeri.+
4 Ndiani ave achishanda+ uye aita izvi, achishevedza zvizvarwa kubvira pakutanga?+ “Ndini, Jehovha, Wokutanga;+ uye ndini iye mumwe chete kune vokupedzisira.”+
26 Akaita marudzi ose+ evanhu kubva pamunhu+ mumwe chete, kuti agare pamusoro penyika yose,+ uye akatema nguva dzakatarwa+ nemiganhu yakaiswa yokugara kwevanhu,+