RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ruka 4:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 “Mudzimu waJehovha+ uri pandiri, nokuti akandizodza kuti ndizivise mashoko akanaka kuvarombo, akandituma kuti ndiparidze kusunungurwa kunhapwa uye kuzoita kuti mapofu aone, kuzoita kuti vakadzvinyirirwa vaende vakasununguka,+

  • Ruka 7:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Nokudaro akapindura vaviri vacho achiti: “Endai,+ muudze Johani zvamaona nokunzwa, zvinoti: mapofu+ ari kuona, vanokamhina vari kufamba, vane maperembudzi vari kucheneswa nematsi dziri kunzwa, vakafa vari kumutswa, uye varombo vari kuudzwa+ mashoko akanaka.+

  • Mabasa 26:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 kuti usvinudze maziso avo,+ kuti uvatendeutse kubva murima+ uchivaendesa kuchiedza+ uye kubva pasimba raSatani+ uchivaendesa kuna Mwari, kuti vagamuchire kukanganwirwa zvivi+ nenhaka+ pakati pevaya vakatsveneswa+ nokutenda kwavo mandiri.’

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe